Provérbios 11

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 (SNA)

1 Jehovha anovenga zviero zvinonyengera,

2 Kana kuzvikudza kwasvika, ipapo kunyadziswa kwasvikawo,

3 Unhu hwavakarurama hunovatungamirira,

4 Pfuma haibatsiri chinhu pazuva rokutsamwa,

5 Kururama kwavasina chavangapomerwa kunovaruramisira nzira yavo,

6 Kururama kwavakarurama kunovarwira,

7 Kana munhu akaipa afa, tariro yake yaparara;

8 Munhu akarurama anonunurwa kubva mudambudziko,

9 Munhu asina umwari anoparadza muvakidzani wake nomuromo wake,

10 Vakarurama pavanobudirira, guta rinofara;

11 Kubudikidza nokuropafadzwa kwomunhu akarurama,

12 Munhu anoshayiwa uchenjeri anoseka muvakidzani wake,

13 Guhwa rinoparadza chivimbo,

14 Nokuda kwokushaya utungamiri rudzi runoparara,

15 Uyo anoisira mumwe rubatso zvirokwazvo achaona nhamo,

16 Mukadzi ane mwoyo munyoro achakudzwa,

17 Munhu ane tsitsi anozviitira zvakanaka iye pachake,

18 Munhu akaipa anowana mubayiro wokunyengedzera,

19 Munhu akarurama zvechokwadi anowana upenyu,

20 Jehovha anovenga vanhu vane mwoyo yakaipa,

21 Zvirokwazvo akaipa acharangwa bedzi,

22 Sezvakaita mukaro wegoridhe mumhino dzenguruve,

23 Chishuvo cheakarurama chinoguma mune zvakanaka chete,

24 Mumwe munhu anongopa pachena, asi achitowana zvimwe zvakawanda;

25 Munhu anopavhurira achabudirira;

26 Vanhu vanotuka munhu anounganidza zviyo vamwe vasina,

27 Uyo anotsvaka zvakanaka achawana nyasha,

28 Ani naani anovimba noupfumi hwake achawa,

29 Uyo anouyisa dambudziko kumhuri yake achagara nhaka yemhepo chete,

30 Chibereko chokururama ndiwo muti woupenyu,

31 Kana vakarurama vachiwana zvakavafanira panyika,

Ler em outra tradução

Comparar lado a lado

Estude este capítulo no WhatsApp

Peça à IA da Bíblia Fala para explicar Provérbios 11, comparar traduções ou montar um estudo — tudo direto pelo WhatsApp.