Romanos 15
Shona Bible (SHONA) vs AAI
1 Zvino isu tine simba tinofanira kutakura utera hwevasina simba, uye tisingazvifadzi isu.
1 It iyab ata baitumatum fairih karam ata ofonah hai baitumatum ririmin tanibaisih hai bit turin tanab. Men akisit isat tananot taniyasisiramih.
2 Naizvozvo umwe neumwe wedu ngaafadze umwe wake pane zvakanaka pakumuvaka.
2 Naatu tanabow ata ofonah hiniyasisir, naatu tanibaisih hai baitumatum nawowab nayen.
3 Nokuti naKristu haana kuzvifadza iye, asi, sezvazvakanyorwa zvichinzi: Kutuka kwevakakutukai kwakawira pamusoro pangu.
3 Keriso i men taiyuwin ana yasisir isan bowamih. Baise nati efanin, Buk Atamaninamaim iti na’atube eo na’atube sinaf. “Sabuw iyab tur kakafih hi’u hibi’a’akir ana bit etei ayu tafau yan re.”
4 Nokuti zvese zvakagara zvanyorwa, zvakagara zvanyorerwa kudzidza kwedu, kuti nemoyo murefu uye nekunyaradza kwemagwaro tive netariro.
4 Anayabin tur abisa marasika hikikirum i bai’obaiyit isan, saise nawawainabit ana veya, nati Buk Atamanin ana turamaim koufair tanab nuhit nafot tanama.
5 Asi dai Mwari wemoyo murefu newenyaradzo apa kwamuri kuva nemoyo umwe pakati penyu maererano naKristu Jesu;
5 God koufair naatu yatenub ana matuwan, isan ayoyoyoban i boro a kou’ay nita’imon, Jesu Keriso kwani’ufunun.
6 kuti nemoyo umwe nemuromo umwe mukudze Mwari, ivo Baba vaIshe wedu Jesu Kristu.
6 Naatu dogor ta’imon namatar auta’imon fana kwanabora’ah God, ata Regah Jesu Keriso Tamah ana merar kwanay kwanabora’ara’ah.
7 Naizvozvo gamuchiranai, Kristu sezvaakatigamuchirawo, ruve rukudzo rwaMwari.
7 Taituwa hai merar kwanay kwanabuwih, Keriso a merar yi bubuwi na’atube. Saise bora’a’araten God kwanitin niyasisir.
8 Zvino ndinoti, Jesu Kristu wakava muranda wedzingiso nekuda kwechokwadi chaMwari, kuti asimbise zvivimbiso zvemadzibaba;
8 A tur ao’owen, Keriso i na Jew sabuw hai bai’akirayan orot matar, God ana tur gewasin isan bow, ana omatanen uwatanah wabih gagamin itih hikirum inu’in sinaf na yabin matar.
9 uye vahedheni vakudze Mwari nekuda kwetsitsi; sezvazvakanyorwa zvichinzi: Nekuda kweizvozvi ndichakureururai pakati pevahedheni, nekuimbira zita renyu rumbidzo.
9 Saise Eteni Sabuw God hitabora’ara’ah i ana kabeber isan. Buk Atamaninamaim hikikirum na’atube
10 Uyezve anoti: Farai, vahedheni, pamwe nevanhu vake.
10 Ibanak eo maiye;
11 Uyezve: Rumbidzai Ishe imwi vahedheni vese; mumukudzewo imwi vanhu vese.
11 Naatu iban maiye eo,
12 Uyezve Isaya anoti: Uchavapo mudzi waJese, neachasimukira kutonga vahedheni; vahedheni vachavimba kwaari.
12 Naatu iban Isaiah eo maiye,
13 Daiwo Mwari wetariro akuzadzai nemufaro wese uye nerugare muchitenda, kuti muwedzere patariro, nesimba reMweya Mutsvene.
13 Ayoyoyoban abaitumatumamaim God nuhifot bit i yasisir naatu tufuw nit, saise Anun Kakafiyin ana fairamaim yasisir ebit dogor wanawanan awan nakaratan nakarsuwai nare.
14 Zvino ini ndomene ndinozivisisa nezvenyu, hama dzangu, kuti nemwi pachenyu muzere nekunaka, makazadzwa neruzivo rwese, munogonawo kurairana.
14 Taitu ayu aso’ob, kwa a gewasin i ra’at, naatu so’ob tutufin etei kwabai karam, imih karam taituwa boro kwani’obaiyih.
15 Asi, hama, ndinokunyorerai ndakatsunga zvikuru, neimwe nzira, ndichiita sendinokuyeuchidzai, nekuda kwenyasha dzandakapiwa naMwari,
15 Baise iti fef wanawanan i sawar gagamih afa bebeyan a tur ao’owen saise nuhi anakusib. Anayabin God ana gewasin ayu wanawana’umaim yari’iy
16 kuti ndive mushumiri waJesu Kristu kuvahedheni, ndichishumira evhangeri yaMwari, kuti chibairo chevahedheni chigamuchirike, chichiitwa chitsvene neMweya Mutsvene.
16 Keriso ana akir orot amatar Ufun Sabuw isah anabowamih. Naatu firis na’atube anabow God ana Tur Gewasin anao’orerereb. Saise Ufun Sabuw hinan siwar na’atube hinamatar God hai merar nay nabuwih, naatu Anun Kakafiyin nakusouwih kakafiyih hinamatar.
17 Naizvozvo ndine kuzvikudza muna Kristu Jesu pazvinhu zvemaererano naMwari;
17 Isan imih au bowabow God isan, Jesu Keriso wanawananamaim abowabow i abiyasisir gagamin maiyow.
18 nokuti handingashingi kutaura chero chinhu chaizvo Kristu zvaasina kuita kubudikidza neni, kuti vahedheni vateerereswe, neshoko uye nebasa,
18 Anayabin iti isan ayu boro men kafa’imo sawar afa isah anao’omih. Baise abisa Keriso iyunu ao naatu abow Ufun Sabuw abonawiyih hina God tebobosiyasiyar akisinamo boro anao.
19 musimba rezviratidzo nezvishamiso, musimba reMweya waMwari; naizvozvo kubva paJerusarema nekwakapoteredza kusvikira Iririkumu ndakaparidza zvakazara evhangeri yaKristu;
19 Anun Kakafiyin ana fairamaim, ina’inan naatu baifofofor fokarih himatar. Jerusalem imaim au nanawan abusuruf God ana tur abinan aremor ana tafaram wabin Ikonium atit.
20 nokudaro ndakashingaira kuparidza evhangeri, kwete pakambodanwa Kristu, kuti ndirege kuvaka pamusoro penheyo dzeumwe;
20 Akokok kwanekwan efan menamaim Keriso ana tur men hinonowar imaim anabinan hinanowar. Anayabin ayu men bar wowabayan orot boro orot ta ana bar bubu rarouw nonowatin tafanamaim anawowab.
21 asi, sezvazvakanyorwa zvichinzi: Vasina kuudzwa zvake, vachaona, nevasina kunzwa, vachanzwisisa.
21 Bukamaim hikikirum na’atube,
22 Nekuda kweizvozviwo ndakadzivirirwa kazhinji kuuya kwamuri;
22 Ana’an nati isan ayu kwa isa namih mar etei ayu hirorowenbibiru.
23 asi ikozvino zvandisisina nzvimbo pamatunhu awa, uye ndine chishuwo chikuru kwemakore mazhinji chekuuya kwamuri;
23 Baise boun efan iti wanawanan ayu au bowabow i sawar naatu kwamur manin maiyow akok kwanekwan atan ata’iti isan ama akakaibababan.
24 saizvozvo kana ndichaenda kuSipania, ndichauya kwamuri; nokuti ndinovimba kukuonai parwendo rwangu, nekuperekedzwa nemwi ikoko, kana ndatanga ndambogutswa muchikamu ndinemwi.
24 Imih bounabo anotanot boro anan ana’iti. Spain bainanawan isan ananan founamaim boro anarun ana’iti.
25 Asi ikozvinowo ndinoenda kuJerusarema, ndichishumira vatsvene.
25 Boun i ayu au Jerusalem anan God ana sabuw hai bowabow ta ta isan.
26 Nokuti zvakavafadza Makedhonia neAkaya kupa chimwe chipo varombo vevatsvene vari paJerusarema.
26 Ekalesia sabuw nati Masedonia naatu Akaiya wanawanan Jerusalem sabuw yababan wairafih hai tur hinonowar i yasisir auman baibaisih isan hai siwar kaifai hiyai.
27 Nokuti zvakavafadza, uye vane ngava navo. Nokuti kana vahedheni vakaisawo ruoko pazvinhu zvavo zvemweya, vane ngavawo rekuvashandira pazvinhu zvenyama.
27 Iti sinaf isan i hiyasisir, naatu kabay hiyai hibiyafar ana itinin i wayow na’atube hisinaf. Anayabin Jew sabuw ayubih ana baigegewasin i wan Ufun Sabuw hifaramih bairi hibai.
28 Naizvozvo kana ndapedza chinhu ichi, ndaisa mucherechedzo chibereko ichi kwavari, ndichabva ndiende kuSipania ndichipfuura nekwenyu.
28 Imih ayu bowabow anisawar hai siwar kafai abai anan anitih. Imaibo au Spain ananan ef aumatan boro anarun ana’itibo anan.
29 Uye ndinoziva kuti kana ndichiuya kwamuri ndichauya pakuzara kwemaropafadzo eevhangeri yaKristu.
29 Ayu kwa isa ananan, i aso’ob Keriso ana baigegewasin tutufin etei boro auman anan.
30 Zvino ndinokukumbirisai, hama, nekuda kwaIshe wedu Jesu Kristu, uye nekuda kwerudo rweMweya, kuti murwise pamwe neni paminyengetero kuna Mwari pamusoro pangu;
30 Taitu, abifefeyani ata Regah Jesu Keriso wabinamaim naatu Anun Kakafiyin ana yabowamaim au biyababanamaim kwanikofan naatu isou kwanayoyoban God nibaisu.
31 kuti ndisunungurwe kune vasingatendi muJudhiya, uye kuti basa rangu reJerusarema rigamuchirike kuvatsvene;
31 Kwanayoyoban saise Eteni Sabuw Judea wanawanan tema’am umahine God natafafaru naatu God ana sabuw Jerusalemamaim tema’am au bowabow isan hiniyasisir au merar hinay.
32 kuti ndiuye kwamuri nemufaro nechido chaMwari, ndivandudzwe pamwe nemwi.
32 Saise God nakokok na’at ayu boro ereyasisir ana matabir maiye not boubun auman anan kwa aninanawani.
33 Zvino Mwari werugare ngaave nemwi mese. Ameni.
33 Tufuw ana God kwa etei isa nama wanatowan. Amen.
Atalhos do teclado
- Capítulo anterior←
- Próximo capítulo→
- Versículo anteriork
- Próximo versículoj
- Limpar seleçãoEsc
- Esta ajuda?
Estude este capítulo no WhatsApp
Peça à IA da Bíblia Fala para explicar Romanos 15, comparar traduções ou montar um estudo — tudo direto pelo WhatsApp.