Marcos 11
Shona Bible (SHONA) vs AAI
1 Vakati vasvika pedo neJerusarema, paBhetifage neBhetaniya, pagomo reMiorivhi, akatuma vaviri vevadzidzi vake,
1 Hina Jerusalem ana aiyom hibai, bar merar Bethage naatu Bethany sisibin oyaw Olive imaim Jesu ana bai’ufununayah rou’ab aunan iyafarih,
2 akati kwavari: Fambai muende kumusha wakatarisana nemwi; pakarepo kana muchipinda mauri, muchawana dhongwana rakasungirwa, risina munhu wakamborigara; murisunugure, mugouya naro.
2 naatu eobaimanih eo, “Kwan bar merar nati namaim donkey orot boubun biyan numin imaim hi’utan ebatabat boro kwanatita’ur, kwanarufam kwanab kwanan.
3 Kana munhu akati kwamuri: Munoitirei izvi? Muti: Ishe anorida. Pakarepo acharitumira pano.
3 Naatu yait ta nati’imaim nibatiyi. ’Aisim iti na’atube kwasisinaf?’ Ana tur kwana’owen Regah ekokok naatu boro’omo niyafar nan maiye.”
4 Vakaenda, vakanowana dhongwana rakasungirwa pamukova kunze, panzira yemumusha; vakarisunungura.
4 Basit bai’ufununayah orot rou’ab hairi hin bar ef awan imaim bobaituw wabin donkey etawan awan hi’utan batabat hi’itin hirun murab hirurufam,
5 Vamwe vevakange vamirepo vakati kwavari: Munoitei muchisunungura dhongwana?
5 basit sabuw afa nati’imaim hibatabat hibatiyih, “Abistan kwasisinaf? Aisim bobaituw kwarurufam?”
6 Vakavaudza Jesu sezvaakaraira; vakavarega vachienda.
6 Jesu iu’uwih na’atube sabuw hai tur hi’owen naatu sabuw bai’ufununayah hihamiyih hibai hin,
7 Zvino vakauya nedhongwana kuna Jesu, vakakandira nguvo dzavo pamusoro paro, akagara pamusoro paro.
7 Bobaituw hibai hin Jesu biyan hitit, hai faifuw tafah hibosaisiren bobaituw tafan hiyabar naatu Jesu yen mara’at.
8 Nevazhinji vakawarira nguvo dzavo munzira, nevamwe vakatema masanzu kubva pamiti vakawarira munzira.
8 Naatu sabuw moumurih maiyow hai faifuw tafah hibosairen ef yan hiyabaren naatu afa ai rourih hi’afuw ef yan hituyabayabar.
9 Zvino avo vakange vachitungamira nevakange vachitevera vakadanidzira, vachiti: Hosana*! Wakaropafadzwa anouya muzita raIshe;
9 Sabuw wan hibi’iyon naatu ufununane hibi’ufunun fanah sib hiwow hio,
10 hwakaropafadzwa ushe hwababa vedu Dhavhidhi, hunouya muzita raIshe! Hosana kumusoro-soro!
10 “Ata agir David ana aiwob enan isan taniyasisir.”
11 Jesu ndokupinda muJerusarema, nemutembere; akati aringa-ringa zvinhu zvese, yava nguva yemadekwani, akabuda, akaenda kuBhetaniya nevanegumi nevaviri.
11 Jesu na Jerusalem run naatu in Tafaror Baremaim tit bat remor sawar etei itah, baise nati i veya re’er imih ana bai’ufununayah nah 12 bairi hitit hin Bethany.
12 Uye mangwana vachibuda kubva Bhetaniya, akanzwa nzara.
12 Mar to Bethany ine himatabir maiye au Jerusalem hinan Jesu aamorob.
13 Wakati achiona muonde uri kure, une mashizha, akaendako achiti zvimwe angawana chinhu pauri; asi asvika pauri haana kuwana chinhu kunze kwemashizha; nokuti yakange isiri nguva yemaonde.
13 Ef yokaika nuw ai fafou raurin sabibin itin, naatu na iyubin ro’on ta tama’am na’at bain anin isan. Baise na ai biyan titit raurinawat batabat itin, yabin nati i men ai ana baiw ana veya.
14 Zvino Jesu akapindura, akati kwauri: Kusava nemunhu anozodyazve zvibereko pauri kusvika kusingaperi. Vadzidzi vake vakazvinzwa.
14 Naatu Jesu ai isan eo, “O boro men yait ta ro’o nab na’aan!” Iti na’at eo’o ana bai’ufununayah i hinowar.
15 Vakasvika kuJerusarema; Jesu akapinda mutembere, akatanga kudzingira panze avo vaitengesa nevaitenga mutembere; akapidigura matafura evaitsinhanisa mari, nezvigaro zvaivo vaitengesa njiva.
15 Hin Jerusalem hitit naatu Jesu in Tafaror Bar run sabuw imaim hima hitotobon rouw nunih hitit, kabay bosemorayah hai gem bow eabatabiren hisuwa naatu ura ma’ama afe’en hima mamu hitotobon bow isrowen ufun hitit.
16 Zvino akasatendera kuti munhu atakure nhumbi achipfuura nemutembere.
16 Naatu Jesu men ibasit sabuw boro sawar hita’abar Tafaror Bar ana efanamaim hitatit hitan.
17 Akadzidzisa, achiti kwavari: Hakuna kunyorwa here kuchinzi: Imba yangu ichanzi imba yekunyengetera nemarudzi ese? Asi imwi makaiita bako remakororo.
17 Naatu Jesu ma sabuw bi’obaiyih eo, “Buk Atamaninamaim hikikirum God iti na’atube eo,
18 Zvino vanyori nevapristi vakuru vakazvinzwa, vakatsvaka kuti vangamuparadza sei; nokuti vakange vachimutya, nokuti chaunga chese chakashamisika nedzidziso yake.
18 Firis gagamih naatu Ofafar bai’obaiyenayah iti tur hinonowar yah so’ar Jesu bai asabunin isan ana ef hinuwet, baise hibir anayabin sabuw moumurih maiyow ana bai’obaiyen isan hibifofofor.
19 Zvino ava madekwani, wakabuda kunze kweguta.
19 Veya re birabirab Jesu ana bai’ufununayah bairi Jerusalem hihamiy hitit hin.
20 Zvino mangwanani-ngwanani vakati vachipfuura, vakaona muonde waoma kubva pamidzi.
20 Mar auman Jesu ana bai’ufununayah bairi efamaim hiremor hinan, ai fafou wairoronika fenem batabat hi’itin.
21 Petro akarangarira akati kwaari: Rabhi*, tarirai muonde wamakatuka waoma.
21 Naatu Peter nuhin taseb Jesu isan eo, “Bai’obaiyenayan ai fafou kwi’itin, irarafiban fenem ebatabat!”
22 Jesu akapindura akati kwavari: Ivai nerutendo kuna Mwari.
22 Jesu iya’afut eo, “A baitumatum God isan nama’am na’at.
23 Nokuti zvirokwazvo ndinoti kwamuri: Ani nani anoti kugomo iri: Simudzwa, ukandwe mugungwa, uye asiri asina chokwadi mumoyo make, asi achitenda kuti zvinhu zvaanoreva zvichaitika, zvichaitika kwaari chero zvaanoreva.
23 Anababatun a tur ao’owen o yait oyaw iti isan inao, Ku’uy ra’ah kwen riy yan kure kubat, naatu dogoromaim men erekasiy, auman ina’omih. Baise initumatum abistan God isan kubifefeyan boro nasinaf namatar.
24 Naizvozvo ndinoti kwamuri: Zvinhu zvese chero zvamunokumbira muchinyengetera, tendai kuti muchagamuchira, uye zvichava zvenyu.
24 Isan imih iti isan a tur ao’owen God isan inayoyoyoban sawar ta baitimih, initumatum abisa isan kubifefeyan boro nit.
25 Kana mumire muchinyengetera, kanganwirai kana mune chakanangana neumwe; kuti Baba venyuwo vari kumatenga vakukanganwirei kudarika kwenyu.
25 Naatu inabat inayoyoban ana veya, sabuw afa hai kakafih isa nama’am na’at inanotawiyen, saise Tamat maramaim ema’am boro obo a kakafih nanotawiyen.
26 Asi kana imwi musingakanganwiri, Baba venyu vari kumatenga havakanganwiriwo kudarika kwenyu.
26 O sabuw hai kakafih men inanotanotawiyen na’at, Tamat maramaim ema’am obo a kakafih boro men nanotawiyen a yoyoban nanowar.”
27 Vakasvikazve kuJerusarema; zvino wakati achifamba mutembere, vapristi vakuru nevanyori nevakuru vakauya kwaari,
27 Jesu ana bai’ufununayah bairi himatabir maiye hina Jerusalem hitit. Jesu Tafaror Bar awanamaim bat reremor basit Firis ukwarin naatu Ofafar bai’obaiyenayah, regaregah ai’in hina Jesu biyan hitit,
28 zvino vakati kwaari: Unoita zvinhu izvozvi nesimba ripi; ndiani wakakupa simba iri, kuti unoita zvinhu izvi?
28 hibatiy, “O fair menane ibai iti sawar kusisinaf? Naatu fair yait it iti sawar sinaf isan?”
29 Jesu akapindura akati kwavari: Iniwo ndichakubvunzai mubvunzo umwe, mundipindure, neni ndichakuudzai kuti ndinoita zvinhu izvozvi nesimba ripi.
29 Jesu iyafutih eo, “Ayu au baibat ta’imon ana bibatiyi kwaniyafutu boro ayu’ubo anao kwananowar. Ayu au fair menane abai iti sawar asisinaf,
30 Rubhabhatidzo rwaJohwani rwakabva kudenga, kana kuvanhu? Ndipindurei.
30 kwao anowar, John ana fair menane bai bapataito isan, Godane bai ai orot biyanane bai?”
31 Vakaonesana, vachiti: Kana tikati: Kudenga, achati: Makagoregerei kumutenda?
31 Hibusuruf taiyuwih hibabatiyih hio, “Boro mi’itube tanao, Godane tanao i boro nao bo aisim John men kwabitumitum?
32 Asi kana tikati: Kuvanhu; vakange vachitya vanhu; nokuti vese vakange vachiverenga Johwani kuti muporofita zvirokwazvo.
32 Naatu it tanao orotone.” Baise sabuw isah hibir yabin sabuw etei hibitumatum John i dinab orot ta.
33 Vakapindura vachiti kuna Jesu: Hatizivi. Jesu akapindura akati kwavari: Ini handingakuudziyiwo kuti ndinoita zvinhu izvi nesimba ripi.
33 Imih Jesu isan hio, “Aki men aso’ob.” Basit Jesu iyafutih eo, “Ayu auman boro men anao kwananowar ayu au fair menane abai iti sawar asisinaf.”
Atalhos do teclado
- Capítulo anterior←
- Próximo capítulo→
- Versículo anteriork
- Próximo versículoj
- Limpar seleçãoEsc
- Esta ajuda?
Estude este capítulo no WhatsApp
Peça à IA da Bíblia Fala para explicar Marcos 11, comparar traduções ou montar um estudo — tudo direto pelo WhatsApp.