João 20
Shona Bible (SHONA) vs AAI
1 Zvino newekutanga wevhiki Maria Magidharini wakasvika mangwanani-ngwanani paguva, kuchakasviba, akaona ibwe rabviswa kubva paguva.
1 Fur an bubusuruf, maraumanika Mary Magdalin eregugumin auman in hubemaim tit, nuwanuw hub awan kabay hifururuw tit inu’in itin. |alt="women see stone rolled away" src="cn01850B.tif" size="col" loc="Jhn 20.1" copy="©1978 David C. Cook Publishing Co." ref="John 20.1"
2 Naizvozvo wakamhanya akauya kuna Simoni Petro nekune umwe mudzidzi Jesu waaida, ndokuti kwavari: Vabvisa Ishe muguva, uye hatizivi pavamuradzika.
2 Imih i matabir erenunuw in Simon Peter biyan naatu bai’ufununayan orot ta Jesu biyabuw i hairi biyah tit naatu eo, “Sabuw hina Regah biyan hubemaim hibosair naatu i menamaim hiya’iy, it men taso’ob.”
3 Zvino Petro akabuda neumwe mudzidzi, vakasvika kuguva.
3 Imih Peter naatu bai’ufununayan orot ta hairi hub itinamih hin.
4 Zvino vakamhanya vari vaviri pamwe chete; zvino umwe mudzidzi akamhanya kusiya Petro, akatanga kusvika paguva.
4 Naatu hairi erenununuw hin, baise bai’ufununayan orot ta Peter i gegesair i wan in hubemaim tit.
5 Zvino akotama achidongorera, wakaona micheka yerineni yakawaridzwa, asi haana kupinda.
5 Naatu i kwafure nuwariy waifuw Jesu hisumisum inu’in itin baise men runamih.
6 Zvino Simoni Petro akasvika achimutevera, akapinda muguva, akaona micheka yerineni yakawaridzwa,
6 Naatu Simon Peter, uf nunuw na tit naatu in hub wanawanan run, waifuw Jesu hisum inu’in itin.
7 nemucheka wekumeso wakange uri mumusoro make, usina kuwaridzwa nemicheka yerineni, asi wakapetwa uri pane imwe nzvimbo wega.
7 naatu murubih tesumasum ana faifuw Jesu nukwarin himetan auman inu’in itin. Nati waifuw i taiyuwinawat nu nabin in, men Jesu biyan hisumisum aumanamih.
8 Naizvozvo ipapo umwe mudzidzi wakatanga kusvika paguva akapindawo, akaona, akatenda;
8 Naatu bai’ufunenayan orot ta wan na hubamaim titit, i auman run. Itin itumatum.
9 nokuti vakange vachigere kunzwisisisa rugwaro, kuti anofanira kumuka kubva kuvakafa.
9 Naatu Buk Atamaninamaim eo i men hiso’ob, Jesu i boro morobone namisir.
10 Naizvozvo vadzidzi vakabva vakaendazve kwavo.
10 Naatu bai’ufnunenayah himatabir hai ubar hin.
11 Asi Maria wakamira kunze paguva achichema; zvino wakati achichema akakotama akadongorera muguva,
11 baise Mary hub ufunane bat rererey. Rerey auman kwafure hub wanawanan nuwariy
12 akaona vatumwa vaviri vane nguvo chena vagere, umwe kumusoro, neumwe kutsoka, ipapo pakambenge parere mutumbi waJesu.
12 naatu tounamatar rou’ab hai waifuw kwes Jesu inu’in ana efanamaim hima’am, ta nukwarinane ta anane.
13 Ivo ndokuti kwaari: Mukadzi, unochemei? Akati kwavari: Nokuti vakabvisa Ishe wangu, zvino handizivi kwavakamuradzika.
13 I babin hibatiy, “O aisim kurererey?” Babin eo, “Au Regah hibosair hibai hin menamaim hiyai, naatu ayu men aso’ob.”
14 Zvino wakati areva zvinhu izvi akatendeukira kumashure, akaona Jesu amire, asi haana kuziva kuti ndiJesu.
14 Iti na’atube eo ana veya tatatabir Jesu nati’imaim batabat itin, baise i men so’ob nati i Jesu.
15 Jesu akati kwaari: Mukadzi, unochemei? Unotsvaka ani? Iye achifunga kuti ndiye murimi wemunda, akati kwaari: Ishe, kana imwi mamubvisa, ndiudzei pamamuradzika, uye ini ndichanomutora.
15 Jesu eo, “Babin, o aisim kurererey? O i yait kununuwih” Babin notanot i masaw bowayan ta, imih i eo, “O inab inanan na’at, kuo anowar menamaim iyai saise ayu anan anab.”
16 Jesu akati kwaari: Maria! Iye akatendeuka akati kwaari: Rabhoni! ndiko kuti: Mudzidzisi.
16 Jesu babin isan eo, “Mary” Naatu Mary tatabir Jesu isan rerey Aramaic turamaim eo, “Rabboni.” Anayabin i Bai’obaiyenayan.
17 Jesu akati kwaari: Usandibata, nokuti ndichigere kukwira kuna Baba vangu; asi enda kuvanin'ina vangu, uti kwavari: Ndinokwira kuna Baba vangu naBaba venyu, naMwari wangu naMwari wenyu.
17 Jesu eo, “Biyau men inabutubun, anayabin ayu men amatabir an Tamai biyan atitamih. baise kwen taitu hai tur ku’owen. Ayu amamatabir Tamai isan na’atube kwa Tamat, ayu au God kwa auman a God.”
18 Maria Magidharini akauya ndokuudza vadzidzi kuti waona Ishe, uye wamuudza zvinhu izvi.
18 Mary Magdalin tur bai matabir in bai’ufnunenayah biyah tit, eo, “Ayu Regah aitin.” Naatu Jesu abistanawat eo nonowar i hai tur eowen.
19 Zvino ava madekwani nezuva iroro rekutanga revhiki, mikova yapfigwa pakange pakaungana vadzidzi nekutya VaJudha, Jesu akauya akamira pakati, akati kwavari: Rugare kwamuri.
19 Fur antoro’ot bubusuruf ana rabirab, bai’ufununayah etei’imak hiru’ay bar wanawanan etawan hitufabon hima’am, anayabin Jew hai ukwarih isah hibir. Jesu na hai founamaim bat naatu eo, “Tufuw isa nama.”
20 Zvino wakati ataura izvi akavaratidza zvanza nerutivi rwake. Naizvozvo vadzidzi vakafara vachiona Ishe.
20 Iti na’atube eo’o ufunamaim, i uman naatu sisibin i’obaiyih. Anamaramaim Regah hi’i’itin, bai’ufununayah yasisir dogoroh awan karatan.
21 Naizvozvo Jesu akatizve kwavari: Rugare kwamuri; Baba sezvavakandituma, neni ndinokutumai.
21 Jesu ibanak eo maiye, “Tufuw isa nama! Tamat ayu iyunu ana, na’atube ayu kwa abiyuni.”
22 Zvino wakati areva izvi akafuridzira kwavari, ndokuti kwavari: Gamuchirai Mweya Mutsvene.
22 Naatu earatit tafahimaim yen naatu eo, “Anun Kakafiyin kwabai.
23 Ani nani wamunokanganwira zvivi, vazvikanganwirwa; vese vamunobata zvavo zvabatwa.
23 O yait ta tura ana kakafin inanonotawiy na’at, i i notawiy, o men hai kakafih inanonotawiyen na’at, God men nanotawiyihimih.”
24 Asi Tomasi, umwe wevanegumi nevaviri, wainzi Dhidhimo, wakange asipo navo Jesu paakauya.
24 Thomas, wabin ta Kikifukek, bai’ufununayah nah 12 i orot ta, i men bairi hima’am Jesu natitamih.
25 Naizvozvo vamwe vadzidzi vakati kwaari: Taona Ishe. Asi iye wakati kwavari: Kana ndisingaoni vanga rembambo muzvanza zvake, nekuisa munwe wangu muvanga rembambo, nekuisa ruoko rwangu murutivi rwake, handingatongotendi.
25 Bai’ufnunenayah afa ana tur hi’owen, “Aki Regah a’itin.”
26 Zvino mushure memazuva masere vadzidzi vake vakange vari mukatizve, naTomasi anavo. Jesu akauya, mikova yakapfigwa, ndokumira pakati akati: Rugare kwamuri.
26 Fur nati ufunamaim ana baitumatumayah ibanak hiru’ay maiye bar wanawanan hima’am, naatu Thomas i nati’imaim bairi etawan hitufabon hima’am, Jesu na hai founamaim bat naatu eo, “Tufuw isa nama!”
27 Ipapo akati kuna Tomasi: Uisa munwe wako pano uone zvanza zangu; uuise ruoko rwako uise murutivi rwangu, usava usingatendi, asi unotenda.
27 Naatu Thomas isan eo, “Uma kim iti’imaim kuyai, umu kwi’itah. Uma ku’ut ena au fit kubutubun. Kasiy kwihamiy naatu kwitumatum.”
28 Zvino Tomasi akapindura, akati kwaari: Ishe wangu naMwari wangu!
28 Thomas Jesu isan eo, “Ayu au Regah, au God.”
29 Jesu akati kwaari: Nokuti wandiona, Tomasi, watenda; vakaropafadzwa vasina kuona asi vatenda.
29 Naatu Jesu Thomas iu, “Anayabin o ayu i’itu imih kubitumatum; iyab men ayu ti’i’itu baise tebitumatum i baigegewasin tebaib.”
30 Zvino zvirokwazvo Jesu wakaita zvimwe zviratidzo zvizhinji pamberi pevadzidzi vake, zvisina kunyorwa mubhuku iri.
30 Jesu ina’inanen afa gewagewasih moumurih maiyow sinafen ana bai’ufununayah matahimaim, nati afa men bukamaim hikirumen ti’inu’in.
31 Asi izvi zvakanyorwa, kuti mutende kuti Jesu ndiKristu, Mwanakomana waMwari, uye kuti muchitenda muve neupenyu muzita rake.
31 Baise iti afa i hikirumen ti’inu’in saise imaim kwana’itin kwanitumatum Jesu Keriso, i God Natun, naatu i wabinamaim kwanabitumitum kwa boro yawas kwanab.
Atalhos do teclado
- Capítulo anterior←
- Próximo capítulo→
- Versículo anteriork
- Próximo versículoj
- Limpar seleçãoEsc
- Esta ajuda?
Estude este capítulo no WhatsApp
Peça à IA da Bíblia Fala para explicar João 20, comparar traduções ou montar um estudo — tudo direto pelo WhatsApp.