João 19
Shona Bible (SHONA) vs AAI
1 Naizvozvo ipapo Pirato wakatora Jesu, akamurova netyava.
1 Naatu Pilate ma’utenayah uwih, Jesu hibai hibowabiwabir sawar.
2 Zvino mauto akaruka korona yeminzwa akaisa pamusoro wake, ndokumupfekedza nguvo ine ruvara rwehute.
2 imaibo ma’utenayah kokor hi’afuw hififin ana kowasimih ukwarin hiyoun, naatu faifuw wair hibai hi’osenawein,
3 Vakati: Hekanhi, Mambo weVaJudha! Ndokumurova nembama.
3 naatu hiyen hin biyan hitit naatu hi’o, “Jew hai aiwob ma’ama’anin!” Naatu yumatanamaim hifafar.
4 Naizvozvo Pirato akabudazve panze, ndokuti kwavari: Tarirai, ndinomubudisira kwamuri, kuti muzive kuti handiwani mhosva maari.
4 Pilate ibanak tit maiye sabuw rou’ay isah eo, “Ayu iti orot kwa namaim abai atitit i anao kwanaso’ob, i biyanamaim ayu men kakafin ta atita’ur.”
5 Naizvozvo Jesu wakabuda panze, akapfeka korona yeminzwa, nenguvo ine ruvara rwehute. Pirato ndokuti kwavari: Tarirai munhu uyu!
5 Jesu ana kowas kokor ukwarin hiyow naatu ana waifuw wair hi’osenawein imaibo hibai hititit. Pilate sabuw isah eo, “Orotoban iti.”
6 Naizvozvo vapristi vakuru nemapurisa pavakamuona, vakadanidzira vachiti: Roverera pamuchinjikwa, roverera pamuchinjikwa! Pirato akati kwavari: Mutorei imwi, muroverere pamuchinjikwa; nokuti ini handiwani mhosva kwaari.
6 Firis ukwarih naatu i ana sabuw ukwa’ukwarih bairi hinuw hi’i’itin anamaramaim hitarakouw hi’o, “ku’onaf, ku’onaf!”
7 VaJudha vakamupindura vakati: Isu tine murairo, uye nemurairo wedu anofanira kufa, nokuti wakazviita Mwanakomana waMwari.
7 Sabuw hiya’afut maiye hi’o, “Aki ai ofafar eo i boro namorob, anayabin i taiyuwin eorerereb God natun rauw eo.”
8 Naizvozvo Pirato paakanzwa shoko iri, wakanyanya kutya.
8 Pilate iti nonowar i ana bir ra’at,
9 Akapindazve mumba memutungamiriri, ndokuti kuna Jesu: Unobvepi iwe? Asi Jesu haana kumupa mhinduro.
9 matabir maiye bar wanawanan run naatu Jesu ibatiy, “O menane ina?” Baise Jesu men tur ta eomih.
10 Pirato akati kwaari: Hautauri neni here? Hauzivi here kuti ndine simba rekukuroverera pamuchinjikwa uye ndine simba rekukusunungura?
10 Pilate Jesu isan eo, “O men kukokok tur ta ayu isou inao?” “Inaso’ob, ayu isou i fair ema’am boro o ana botaiti inatit o boro ana onafi.”
11 Jesu akapindura akati: Haungatongovi nesimba pamusoro pangu, dai usina kuripiwa kubva kumusoro; naizvozvo anondikumikidza kwauri ane chivi chikuru.
11 Jesu iya’afut, “Iti fair ayu tafau’umaim ibai kuma’am, anayabin iti fair i God it. Imih orot yait ayu o isa yayabunu i bowabow kakafin gagamin maiyow bai.
12 Kubva ipapo Pirato akatsvaka kumusunungura. Asi VaJudha vakadanidzira, vachiti: Kana mukasunungura uyu, hamusi shamwari yaKesari; umwe neumwe anozviita mambo, anopikisana naKesari.
12 Ana maramaim Pilate iti tur nonowar ef nuwet mi’itube Jesu tabotait isan. Baise rou’ay hitarakouw i matabir maiye run, “o nati orot inabobotait ana itinin o i men Caesar ana ofamih. O yait ta aiwob inararouw, o i Ceaser ana wosai orot”.
13 Naizvozvo Pirato anzwa shoko iri wakabudisa Jesu panze, akagara pachigaro chekutonga, panzvimbo inonzi Pakarongwa neMabwe, asi nechiHebheru Gabhata.
13 Pilate iti tur nonowar ana maramaim Jesu bai tit ufun efan wabin teo kabay ana’ubun imaim baibabatiyen ana ura ma’ama tafan mare (Hebrew tur i te’o Gabbatha).
14 Zvino raiva gadziriro repasika, uye raiva awa rinenge rechitanhatu; ndokuti kuVaJudha: Tarirai Mambo wenyu!
14 Veya na bi’ouyit nati i Tar Nowaten ana hiyuw ana veya nanamaim Pilate sabuw isah eo. “Kwa a aiwob orot i iti”.
15 Asi vakadanidzira vachiti: Bvisai, bvisai, murovererei pamuchinjikwa! Pirato akati kwavari: Ndoroverera pamuchinjikwa Mambo wenyu here? Vapristi vakuru vakapindura vachiti: Hatina mambo kunze kwaKesari.
15 Hitarkoukuw hi’o, “kwa’asabun! kwa’asabun!” kwa’onaf! Pilate ibatiyih, “Kwakokok ayu a aiwob ana onaf?” Firis ukwa’ukwarih hiya’afut hi’o, “Aki ai aiwob i ta’imon maiyow, Caesar akisinamo”.
16 Naizvozvo ipapo akamukumikidza kwavari, kuti arovererwe pamuchinjikwa. Zvino vakatora Jesu vakamutinha.
16 Imaibo Pilate Jesu ya’abun i isah onafinamih hibai hin.
17 Zvino wakatakura muchinjikwa wake akabuda akaenda kunzvimbo yainzi yeDehenya, ichinzi nechiHebheru Gorogota,
17 Jesu tit ana onaf abar remor in ukwarih rarik ana efanamaim tit. (Hebrew fanahimaim Golgotha). Jesus ana koros eabar enan|alt="Jesus carrying cross" src="cn01833B.tif" size="col" loc="Jhn 19.17" copy="©1978 David C. Cook Publishing Co." ref="19.17"
18 pavakamuroverera pamuchinjikwa nevamwe vaviri naye, parutivi neparutivi, naJesu pakati.
18 Nati’imaim hi’onafen, naatu orot rou’ab auman, Jesu foun in, orot rou’ab roun roun hi’in.
19 Pirato ndokunyorawo chiziviso akaisa pamuchinjikwa; chakange chakanyorwa kuti: JESU MUNAZARETA MAMBO WEVAJUDHA.
19 Pilate fef kirum naatu onafamaim hidudun, Kikirum i JESU NASARETH OROT, JEWS HAI AIWOB.
20 Naizvozvo vazhinji veVaJudha vakaverenga chiziviso ichi; nokuti nzvimbo pakange pakarovererwa Jesu pamuchinjikwa yaiva pedo neguta; uye pakange pakanyorwa nechiHebheru, nechiGiriki, nechiRoma.
20 Sabuw moumurih maiyow iti kikirum hi’itin hiyab, anayabin efan iti Jesu hio’onaf i men yokomih bar merar gagamin sisibin. Iti tur i Hebrew, Latin naatu Greekamaim kirum.
21 Naizvozvo vapristi vakuru veVaJudha vakati kuna Pirato: Musanyora muchiti: Mambo weVaJudha; asi kuti uyo wakati: Ndiri mambo weVaJudha.
21 Firis ukwarih, Pilate isan hio, “Jew hai aiwob bikirumin, i eo i Jew hai aiwob.”
22 Pirato akapindura akati: Zvandanyora, ndanyora.
22 Pilate iya’afut, “Abistan ayu akikirum, i kirum.”
23 Naizvozvo mauto akati aroverera Jesu pamuchinjikwa, akatora nguvo dzake, akaita migove mina, kumuuto umwe neumwe mugove; neshatiwo; asi shati iyi yakange isina musono, yakange yakarukwa yese kubva kumusoro.
23 Rakit wairafih Jesu hio’onaf ufunamaim ana waifuw hibow hiyarouseben matah kwafe’en himatar, matah taita’imon hiya, rakit wairafih taita’imon isah. Naatu faifuw tafan ebiyoun aurin sakisakir en auman hibai.
24 Naizvozvo vakataurirana vachiti: Ngatirege kuibvarura, asi tiikandire mijenya, kuti ichava yaani; kuti rugwaro ruzadziswe rwunoti: Vakagovana nguvo dzangu pakati pavo, vakakandawo mujenya pamusoro pechekupfeka changu. Naizvozvo mauto akaita zvinhu izvi.
24 Rakit sabuw taiyuwih isah hio, “Men tanasib baise tani’arow tana’itin yait boro nab.” Iti mamatar i tur marasika hio hikirum inu’in i titurobe isan.
25 Zvino pamuchinjikwa waJesu pakange pamire mai vake, nemunin'ina wamai vake, Maria mukadzi waKiropasi, naMaria Magidharini.
25 Jesu ana onaf anamaim i hinah batabat, naatu i hinah rubun, Mary Clopas aawan naatu Mary Magdalin.
26 Naizvozvo Jesu wakati achiona mai vake, nemudzidzi waaida amirepo, akati kuna mai vake: Mukadzi, tarira mwanakomana wako.
26 Jesu hinah naatu ana bai’ufununayan orot i ana yabow hairi hibatabat itih, imih hinah isan eo, “Natu ina’itin.”
27 Shure kweizvozvo wakati kumudzidzi: Tarira mai vako. Zvino kubva paawa iro mudzidzi wakavatora akavaisa kumba kwake.
27 Naatu bai’ufununayan orot isan eo, “Hinat ina’itin”. Nati ana veya’amaim bai’ufununayan orot hinah bai hairi hin ana baremaim hima.
28 Shure kwaizvozvi, Jesu achiziva kuti zvinhu zvese zvatopedzwa, kuti rugwaro rwuzadziswe, akati: Ndine nyota.
28 Jesu so’ob bounabo sawar etei’imak na ana yomanin tit, marasika Buk Atamaninamaim hikirum inu’in na iturobe. Jesu eo “Ayu sikou mamah.”
29 Zvino pakange pakagadzikwa hari izere nevhiniga; zvino vakazadza chipanje nevhiniga vakaisa parutanda rwehisopi*, vakaisa kumuromo wake.
29 Tew ta nati’imaim harew tenakuyakuy awan karatan batabat, wanabir hibai harew hibu’utu’ub isikar wan himetan hi’otra’ah Jesu ufurinamaim hiyei.
30 Naizvozvo Jesu agamuchira vhiniga, wakati: Zvapedzwa! Akakotamisa musoro, akapa mweya wake.
30 Jesu harew kartoman naatu eo, “Iti’imaim sawar.” Imaibo sikan sir naatu ayubin tabaratait.
31 Naizvozvo VaJudha nokuti rakange riri gadziriro, kuti mitumbi isagara pamuchinjikwa nesabata (nokuti zuva resabata iro raiva guru), vakakumbira Pirato kuti makumbo avo avhuniwe, uye vabviswe.
31 Jew ukwa’ukwarih Pilate hifefeyan baibasit baitih orot hio’onafih ah tarkakakiren isan, naatu biyah onaf afe’enane bow yara’iyen isan. Hifefeyan anayabin ana mar natot i Baiyarir Ana Veya. I men hikok biyah boro auyom hita’in.
32 Naizvozvo mauto akauya, akavhuna makumbo ewekutanga, neeumwe wakange arovererwa pamuchinjikwa pamwe naye;
32 Imih baiyowayah hin orot ta wan an hitarkakiren naatu hin orot bairu’abin an hitar kakiren, iti orot hairi i Jesu bairi hio’onafih.
33 asi vasvika kuna Jesu, pavakaona kuti watofa, havana kuvhuna makumbo ake;
33 Baise hina Jesu biyan hititit i moroboka inu’in hi’itin, isan imih an men hitarkakiren.
34 asi umwe wemauto wakabaya rutivi rwake nepfumo, pakarepo kukabuda ropa nemvura.
34 An hitatakakiren efanin sorodiy kiram robra’at Jesu naiwan yi naatu mar ta’imon rara naatu harew auman suwa re.
35 Uye iye wakaona wakapupura, uye kupupura kwake ichokwadi; uye iye anoziva kuti anoreva chokwadi, kuti imwi mutende.
35 Orot iti matar i’itin i eo’orereb, naatu anaorerereb i turobe. I so’ob abistan eo i turobe, isan imih kwa auman kwana’itin kwanitumatum.
36 Nokuti zvinhu izvi zvakaitwa kuti rugwaro rwuzadziswe rwunoti: Fupa rake haringavhunwi.
36 Iti na’atube matar saise abisa Buk Atamaninamaim hikikirum na iturobe. “Boro men ana rarik ta natato’ob.”
37 Uyezve rumwe rugwaro rwunoti: Vachamutarira wavakabvovora.
37 Tur tabo Buk Atamaninamaim eo, “Sabuw boro hinanuw nati hiyiy hina’itin.”
38 Shure kweizvozvi Josefa weArimatia, ari mudzidzi waJesu, asi pachivande nekutya VaJudha, wakakumbira kuna Pirato kuti abvise mutumbi waJesu. Zvino Pirato akamutendera. Naizvozvo akauya akabvisa mutumbi waJesu.
38 Iti ufunamaim Joseph Arimathea orot, Jesu ana bai’ufununayan ta wa’iwa’iramaim na Pilate ifefeyan Jesu biyan tab isan. Anayabin Jew hai ukwarih isah bir. Pilate ana baibasitamaim, Joseph na Jesu biyan bai yare.
39 Kwakauyawo Nikodhimo, wakauya pakutanga kuna Jesu usiku, akatakura musanganiswa wemura* nearosi* mapaundi anenge zana.
39 Nicodemus gugumin ta i wan in Jesu i’itin, i boun raiy ta wabin myrrh naatu raiy ta wabin aloes auman higagamuw ana bit i 30 kilos bai na Joseph hairi hin.
40 Ipapo vakatora mutumbi waJesu, vakamuputira nemicheka yerineni nezvinonhuhwira, seyaiva tsika yeVaJudha yekuviga.
40 Orot hairi Jesu biyan hibu’ub hiyare naatu Jew hai bairahiya ana efamaim biyan raiyamaim hibobunei naatu rah ana faifuwamaim hisum.
41 Zvino panzvimbo iyo paakarovererwa pamuchinjikwa pakange pane bindu, uye mubindu mune guva idzva, makange musina kumboradzikwa munhu.
41 Efan menamaim Jesu momorob i sisibinamaim i masaw ta, naatu nati masaw wanawanan hub boubun men yait ta imaim hiyai.
42 Naizvozvo vakaradzika Jesu ipapo nekuda kwegadziriro yeVaJudha, nokuti guva rakange riri pedo.
42 Iti ufunamaim i Baiyarir Ana Veya, anayabin hub i yubin, isan imih Jesu biyan hibai hin imaim hiyai.
Atalhos do teclado
- Capítulo anterior←
- Próximo capítulo→
- Versículo anteriork
- Próximo versículoj
- Limpar seleçãoEsc
- Esta ajuda?
Estude este capítulo no WhatsApp
Peça à IA da Bíblia Fala para explicar João 19, comparar traduções ou montar um estudo — tudo direto pelo WhatsApp.