Atos 2

Shona Bible (SHONA) vs AAI

Sair da comparação
AAI TUR GEWASIN O BAIBASIT BOUBUN
1 Zvino zuva rePendekosita* rakati razadzisika, vese vakange vari pamwe nemoyo umwe.
1 Pentecost ana veya na tit, etei’imak hiru’ay efan ta’imonamaim hima.
2 Pakarepo kwakauya mutinhiro kubva kudenga sewemhepo inovhuvhuta nesimba, ndokuzadza imba yese mavakange vagere.
2 Naniyan meyemeye yaurabad nidun wowogabe marane rena bar hima’am imaim run awan karatan.
3 Zvino kwakaonekwa kwavari ndimi dzakaparadzaniswa sedzemoto, ndokugara pamusoro peumwe neumwe wavo.
3 Naatu abisa hi’i’itin i wairaf orot menan na’atube tamunimun na ta’ita’imon tafahimaim mara’ara’at.
4 Zvino vese vakazadzwa neMweya Mutsvene, ndokutanga kutaura nedzimwe ndimi, Mweya sezvaakavapa kududza.
4 Etei’imak Anun Kakafiyin iwanih menah botabir tur tata’amaim hio, Anun Kakafiyin fair bitih na’atube.
5 Zvino kwaigara paJerusarema VaJudha, varume vaitya Mwari, vaibva kurudzi rwese rwevari pasi pedenga.
5 Nati ana veya, Jew sabuw God ana bowayah orot gagamih etei tafaram tata’ane hiru’ay Jerusalemamaim hima’am.
6 Zvino mutinhiro uyu wakati waitika, chaunga chikaungana chikavhiringidzwa, nokuti umwe neumwe wakavanzwa vachitaura nerurimi rwekwake.
6 Iti nidun hinonowar ana maramaim sabuw rou’ay gagamin na’in hiru’ay hima’am, hai kasiy ra’at naatu hifofofor men kafaita, anayabin etei hai turamaim hio hinowar.
7 Zvino vakakatyamara vese vakashamisika vakataurirana vachiti: Tarirai, ava vese vanotaura havasi VaGarirea here?
7 Kasiy gagamin maiyow isah matar naatu taiyuwih hibabatiyih. “Iti sabuw tur teo etei i Galilee oro’orot?
8 Zvino isu tinonzwa sei umwe neumwe nerurimi rwekwedu, rwatakaberekwa narwo?
8 Naatu mi’itube’emih it ata turamaim hio tanonowar?
9 VaPatia neVaMedhia neVaEramu, nevagari veMesopotamia, neveJudhiya neveKapadhokiasi, vePonto neveAsia,
9 It i tafaram ta ta’ika tana, Partia, Media, Ilam naatu afa i Mesopotamia’ane hina, Judea, Kapadosia, Pontus naatu Asia,
10 neveFrigia nevePamufiriya, veEgipita nevemativi eRibhia pedo neKurini, nevaeni veRoma, vese VaJudha nevakatendeukira kuVaJudha,
10 Firigia, Pamfilia, Egypt naatu Libia wanawanan turin Sairini na’atune auman hina tema’ama. Naatu Romene nanawan auman hina Jerusalem tema’am. Nati i Jew sabuw naatu sabuw afa hai baitumatum hibotabir hina Jew sabuw himamatar auman.
11 VaKrete neVaArabhiya, tinovanzwa vachitaura nendimi dzedu mabasa makuru aMwari.
11 It afa i Kurit naatu Arab sabuw. Baise God sawar gewasih maiyow sisinaf isan ata turamaim hio tanonowar!”
12 Zvino vakakatyamara vese, vakashamiswa vachiti umwe kune umwe: Ichi chingava chii?
12 Sabuw hifofofor naatu hai kasiy ra’at taiyuwih hibabatiyih hio, “Iti sawar anayabin i abisa?” Peter sabuw rou’ay gagamin isah ebibinan|alt="Peter speaking to crowd" src="CN01892B.TIF" size="col" loc="Act 2.12" copy="©1978 David C. Cook Publishing Co." ref="2.12"
13 Asi vamwe vakatsvinya vachiti: Vararadza waini inotapira.
13 Baise sabuw afa hi’iyab hio, “Nati sabuw i harew fokarin, hitom imih teo kwanekwan!”
14 Zvino Petro amire nevanegumi neumwe, wakasimudza inzwi rake, ndokuti kwavari: Varume VaJudha, nevese vagere muJerusarema, chinhu ichi ngachizikanwe kwamuri, uye muteerere kumashoko angu.
14 Tur Abarayah etei 11 hai founamaim Peter misir fanan aumetawat sabuw rou’ay gagamin na’in isah eo, “Taitu tuwai’inah Jew sabuw naatu kwa iyab Jerusalem wanawanan kwama’am, akokok tain kwanarub gewas sawar iti mamatar anayabin anakubuna kwananowar.
15 Nokuti ava havana kuraradza sezvamunofunga imwi; nokuti iawa rechitatu rezuva;
15 Kwa kwanotanot iti orot i harew fokarin hitom tibikoko’aw, baise, boun i nine korok mar auman.
16 asi ichi ndicho chakataurwa nemuporofita Joweri achiti:
16 Imih i men harew hitomamih, baise dinab orot Joel ana Bukamaim Atamaninamaim kirum eo,
17 Zvino zvichava mumazuva ekupedzisira, anodaro Mwari, ndichadurura zveMweya wangu pamusoro penyama yese; nevanakomana venyu nevanasikana venyu vachaporofita, uye majaya enyu achaona zviratidzo, nevatana venyu vacharota hope;
17 ‘Mar ana yomaninamaim God eo,
18 uye nepamusoro pevaranda vangu nepamusoro pevarandakadzi vangu, nemazuva iwayo ndichadurura zveMweya wangu, uye vachaporofita.
18 Isa’amih, nati ana veya ayu au akir wairafih, oro’orot naatu baibin etei,
19 Zvino ndichaita zvishamiso kudenga kumusoro, nezviratidzo panyika pasi, ropa, nemoto, nemhute yeutsi.
19 Ayu boro maramaim baifofofor ana sinaf
20 Zuva richashandurwa kuva rima, nemwedzi kuva ropa, risati rasvika zuva raIshe guru uye rinobwinya;
20 Veya matan boro nagugum
21 zvino zvichava kuti ani nani anodana zita raIshe achaponeswa.
21 Orot yait
22 Varume VaIsraeri, inzwai mashoko awa: Jesu weNazareta, murume wakapupurirwa naMwari pakati penyu nemabasa esimba nezvishamiso nezviratidzo Mwari zvaakaita pakati penyu kubudikidza naye, sezvamunozivawo imwi momene,
22 “Israel sabuw tur iti kwananowar! Jesu Nazareth mowan i God rubin naatu i wanawanamaim ina’inan yumatah ta ta, baifofofor ta ta God kwa biyamaim sinaf kwa’itin kwaso’ob.
23 iye wakakumikidzwa nezano rakamiswa nekuziva zviri mberi kwaMwari, mukamutora, nemaoko evasina murairo mukaroverera pamuchinjikwa mukauraya;
23 Iti orot hibai kwa umamaim hiyai kwa’a’asabun i God ana kok naatu marasika yakitifuw inu’inumaim matar, naatu kwa sabuw kakafih hai baibaisamaim Jesu kwabai onaf afe’en kwa’onaf morob.
24 iye Mwari waakamutsa, asunungura marwadzo erufu, nokuti zvakange zvisingagoneki kuti abatwe narwo.
24 Baise God morobone iyawas maiye misir, naatu morob ana biyababanane rufam tit, anayabin morob ana fair men karam boro diburamaim tabotan tama.
25 Nokuti Dhavhidhi wakataura maererano naye: Ndaiona Ishe pamberi pangu nguva dzese; nokuti ari kuruoko rwerudyi rwangu, kuti ndirege kuzununguswa.
25 David nati orot isan eo,
26 Naizvozvo moyo wangu wakafara, nerurimi rwangu rwakafarisisa; uyezve nenyama yangu ichazorora mutariro.
26 Isan imih ayu dogorou ebiyasisir
27 Nokuti hamuzosii mweya wangu mugehena, kana kutendera Mutsvene wenyu kuti aone kuora.
27 Anayabin o boro men ininatbuhuruwu rahemaim ana’in,
28 Makandizivisa nzira dzeupenyu; muchandizadza nemufaro nechiso chenyu.
28 O yawas ana ef i’obaiyu, naatu o ataragub wanawananamaim aiyasisir boro iniwansumu.’”
29 Varume hama, regai nditaure kwamuri pachena zvateteguru Dhavhidhi, kuti zvese vakafa uye vakavigwa, neguva ravo riri pakati pedu kusvikira zuva rino.
29 “Taituwau Jew, bebeyan a tur ao’owen aiwob orot David ata agir wabin gagamin, morob hiyai naatu ana rah i iti biyatamaim inu’in.
30 Naizvozvo ari muporofita, uye achiziva kuti Mwari wakapika nemhiko kwaari kuti kuchibereko chechiuno chake panyama achasimudza Kristu kuti agare pachigaro chake cheushe,
30 Naatu David i dinab orot God omatanen ana obaifaro auman yayare i so’ob, veya ta David ana rara’ane i uwan ta boro ni’aiwob.
31 aona zviri mberi, wakareva zvekumuka kwaKristu, kuti mweya wake hauna kusiiwa mugehena, kana nyama yake kuona kuora.
31 God mar boro nanan abisa nasisinaf David i so’ob, Keriso morobone misir maiye isan ana tur i nowar.
32 Uyu Jesu Mwari wakamumutsa, watiri zvapupu zvazvo tese.
32 “God iti Jesu i boun morobone iyawas maiye misir, naatu aki i iti sawar himamatar ana sif robonayah.
33 Naizvozvo asimudzirwa kuruoko rwerudyi rwaMwari, agamuchira kuna Baba chivimbiso cheMweya Mutsvene, wadurura izvi imwi zvamunoona nezvamunonzwa ikozvino.
33 God iti Jesu bora’ah yen uman asukwafune mare, naatu Tamah biyanane Anun Kakafiyin eo’omatan bai aki tafai yan isuwai re’er boun iti kwa’i’itin naatu kwanonowar.
34 Nokuti Dhavhidhi haana kukwira kumatenga, asi anoti amene: Ishe wakati kuna Ishe wangu: Gara kuruoko rwangu rwerudyi,
34 Naatu David i men au mar yenamih, baise iti tur i eo,
35 kusvikira ndichiita vavengi vako chitsiko chetsoka dzako.
35 Inama’am a kamabiy sabuw ana bow
36 Naizvozvo imba yese yaIsraeri ngaizive kwazvo, kuti Mwari wakamuita zvese Ishe naKristu, iyeyu Jesu wamakaroverera pamuchinjikwa imwi.
36 Isan imih kwa Israel sabuw iti tur ao i kwanaso’ob gewas. God iti Jesu kwabai kwao’onaf i bai yen ata Regah naatu ata Roubininenayan matar!”
37 Zvino vakati vachinzwa izvi vakabaiwa pamoyo, ndokuti kuna Petro nevamwe vaapositori: Varume hama, tichaitei?
37 Sabuw iti tur hinonowar ana veya dogoroh rusib Peter naatu Tur Abarayah hibatiyih, “Taitu tuwai’inah aki boro mi’itube ana sinaf?”
38 Petro ndokuti kwavari: Tendeukai mubhabhatidzwe umwe neumwe wenyu muzita raJesu Kristu, kuitira kanganwiro yezvivi, uye muchagamuchira chipo cheMweya Mutsvene.
38 Peter iyafutih eo, “Kwa etei dogor hinikitabir naatu Jesu Keriso wabinamaim bapataito kwanab, saise a bowabow kakafih nanotawiyen, naatu God ana usar Anun Kakafiyin boro kwanab.
39 Nokuti chivimbiso ndechenyu, nechevana venyu, nechevese vari kure, uwandu Ishe Mwari wedu sehwevaanodana.
39 Iti omatanen i kwa isa naatu kwa natunat isah, na’atube sabuw tutufin etei iyab ef yok tema’am ata Regah God boro na’a’afih isah.”
40 Uye nemamwe mashoko mazhinji, akapupura akakurudzira, achiti: Muzviponese pazera iri rakashonyoroka.
40 Peter tur maumurih na’in imaim imatnuwih naatu ifefeyanih eo, “Sabuw tafa’asarih wanawanah kwama’am saisewat kwanatit kwaniyawasi!”
41 Zvino avo vakagamuchira nemufaro shoko rake vakabhabhatidzwa; uye nezuva iro vakawedzerwa mweya inenge zvuru zvitatu.
41 Sabuw maumurih na’in iti tur hinonowar hitumatum naatu bapataito hibai, nati ana veya’amaim sabuw etei 3000 na’atube nati kou’ayamaim hirun.
42 Vakarambira padzidziso yevaapositori nepakuwadzana, nepakumedura chingwa nepaminyengetero.
42 Naatu hai veya hiya’asair Tur Abarayah biyahine tur hinowar bairi hibita’ay, rafiy himseseb hifaram hi’aa naatu hiyoyoyoban.
43 Uye kutya kukawira pamusoro pemweya wega-wega; uye zvishamiso zvizhinji nezviratidzo zvikaitwa nevaapositori.
43 Tur Abarayah wanawanahimaim ina’inan naatu baifofofor maumurih maiyow hisisinaf sabuw awah ha’e.
44 Nevaitenda vese vaiva pamwe, uye vakava nezvinhu zvese panhu pamwe,
44 Bai’ufununayah mar etei hina hita’imon sawar i nowah etei nena hifafarambonen.
45 ndokutengesa zvavaiva nazvo nenhumbi, vakazvigovana vese, umwe neumwe paaishaiwa napo.
45 Naatu hai sawar was arin, roumukur arin etei hibow hin hitobon kabay hibai hina wanawanahimaim sabuw iyab hai kok abisa isan hibiyababan etei ana fofonin hifafarambonen.
46 Zuva rimwe nerimwe vakange vachitsungirira mutembere nemoyo umwe, uye vaimedura chingwa paimba neimba, vachidya kudya nemufaro nemoyo wakachena,
46 Veya matan hiyi Tafaror Bar gagaminamaim hiruru’ay. Naatu hai baremaim bay himseseb dogoroh ere yasisir auman hi’aa,
47 vachirumbidza Mwari, vachifarirwa nevanhu vese. Ishe akawedzera kukereke zuva rimwe nerimwe avo vanoponeswa.
47 God hibobora’ara’ah naatu sabuw etei tur abarayah isah i hibiyasisir. Naatu veya ta’ita’imon ana fofonin sabuw iyab God biyawasih Regah bow ana kou’ay wanawanan yababar rara’at.

Ler em outra tradução

Comparar com outra

Estude este capítulo no WhatsApp

Peça à IA da Bíblia Fala para explicar Atos 2, comparar traduções ou montar um estudo — tudo direto pelo WhatsApp.