Atos 23

Shona Bible (SHONA) vs AAI

Sair da comparação
AAI TUR GEWASIN O BAIBASIT BOUBUN
1 Zvino Pauro wakati achitarisisa dare remakurukota akati: Varume hama, ini ndakafamba pamberi paMwari nehana yese yakanaka, kusvikira zuva rino.
1 Paul nuw Kaniser itihkikin naatu eo, “Taituwau ayu au yawas tutufin etei God matanamaim men kafa’imo erekasiy auman ama na iti boun titamih.” Paul Jerusalem kanisel nahimaimbat tibibabatiy|alt="Paul speaking to council in Jerusalem" src="cn01975B.tif" size="col" loc="Act 23.1" copy="©1978 David C. Cook Publishing Co." ref="23.1-6"
2 Asi mupristi mukuru Ananiasi wakaraira vakange vamire naye kuti vamurove muromo.
2 Iti na’at eo basit Firis Gagamin wabin Ananias orot iyab Paul sisibinamaim hibatabat awan roufoforamih iuwih.
3 Ipapo Pauro akati kwaari: Mwari achakurova, madziro akadzudzurwa akacheneswa; nokuti iwe ugere kuti unditonge maererano nemurairo, zvino unoraira kuti ndirohwe zvinopesana nemurairo here?
3 Baise Paul iu, “God o awa boro narufofoforen, yumat rah ana sis! O baibabatiyenayan orot wai, aisim o taiyuw ofafar ibai awau roufoforenamih sabuw kubiyunih!”
4 Zvino vakange vamirepo vakati: Unotuka mupristi mukuru waMwari here?
4 Orot Paul sisibin hibatabat hio, “O God ana Firis Gagamin isan men tur kakafih inao’omih!”
5 Pauro ndokuti: Ndanga ndisingazivi, hama, kuti mupristi mukuru; nokuti kwakanyorwa kuchinzi: Usataura zvakaipa pamusoro pemutungamiriri wevanhu vekwako.
5 Paul iyafutih eo, “Teutuwau ayu men aso’ob i Firis Gagamin. Buk Atamaninamaim eo, ‘O men tur kakafin a sabuw hai bonawiyenayan isan inao’omih.’”
6 Zvino Pauro wakati aziva kuti rimwe divi ndereVaSadhusi uye rimwe ndereVaFarisi, akadanidzira kudare remakurukota, akati: Varume hama, ini ndiri muFarisi, mwanakomana wemuFarisi; ini ndinotongwa pamusoro petariro nekumuka kwevakafa.
6 Imaibo nati ana maramain Kaniser sabuw Paul inanih, sabuw nati’imaim hiruru’ay afa i Sadducee afa i Pharisee, naatu Paul Kaniser sabuw isah fanan aumetawat eaf eo, “Teituwou! Ayu i Pharisee, naatu Pharisee orot natun. Ayu iti baibatiyen efanamaim abatabat anayabin abitumatum morobone misir maiye ana nuhufot abai ama’am isan!”
7 Wakati areva izvi, kupesana kukauya pakati peVaFarisi neVaSadhusi, chaunga ndokukamukana.
7 Iti na’atube eo ana maramaim, Pharisee naatu Sadducee bairi hitarayouw higam naatu kou’ay hikusib.
8 Nokuti VaSadhusi vanoti hakuna kumuka, kana mutumwa, kana mweya; asi VaFarisi vanobvuma zviri zviviri.
8 Anayabin Sadducee tibitumatum sabuw moroboyah boro men hinamisir maiye, naatu tounamatar men tema’am naatu afiy auman en. Baise Pharisee it sawar tounu etei isah tibitumatum.
9 Zvino mhere-mhere huru ikamuka; vanyori vekudivi reVaFarisi vakasimuka vachipikisa zvikuru vachiti: Hatiwani chinhu chakaipa kumunhu uyu; asi kana mweya akataura naye kana mutumwa, hatingarwisani naMwari.
9 Naatu gamin gagamin na’in matar, Ofafar bai’obaiyenayah iyab Pharisee ana kou’ay himisir fanah sib higam hio, “Paul i men abisa ta kakafin sinafumih, men taso’ob afiy o tounamatar ta na hairi hio.”
10 Zvino kupesana kukuru kwakati kwauya, mukuru wechuru akatya kuti Pauro angabvamburwa navo, akaraira mauto kuti aburuke amubvute pakati pavo, amuise kuimba yemauto.
10 Gamin ra’at sasa, naatu baiyowayah hai orot ukwarin bir eo, Paul boro hinarab hinatensisib, naatu baiyowayah iuwih hire hin kou’ay wanawanan hirun Paul umahine hiba’aruwih hibai hina hai bar hiyari’ay.
11 Zvino usiku hwakatevera Ishe wakamira naye akati: Tsunga moyo Pauro; nokuti sezvawakapupura zvinhu maererano neni paJerusarema, saizvozvo zvakafanirawo kuti upupure kuRoma.
11 Nati gugumin Regah na Paul sisibinamaim bat eo “Koufair inab! Jerusalemamaim ayu isou i’orereb na’atube inan Rome imaim ef ta’imon inasinaf inaorerereb.”
12 Zvino kwakati kwaedza, vamwe veVaJudha vakaita rangano, vakazvisunga nemhiko, vachiti havangadyi kana kunwa kusvikira vauraya Pauro.
12 Marto, marauman Jew sabuw afa hina hita’imon hiyakitifuw naatu omatanen hiwa’an harew o bay men hinaa hinatom hinama’am Paul hinarab namorobabo.
13 Zvino vaipfuura makumi mana vakange vaita mhiko iyi pamwe chete;
13 Sabuw iyab Paul asabunin isan hiyayakitifuw nah etei i 40 na’atube tafanamaim auman.
14 ava vakaenda kuvapristi vakuru nevakuru vakati: Tazvisunga nemhiko huru, kuti hatidyi chinhu kusvikira tauraya Pauro.
14 Imaibo hin firis ukwarih naatu regaregah ai’in biyah hitit hio, “Aki etei omatanen fokarin a’obaifaro bay boro men anaa anama nan Paul ana’asabun imaibo boro bay anaa.
15 Naizvozvo ikozvino imwi nedare remakurukota taridzai kumukuru wechuru, kuti amuburusire kwamuri mangwana, sezvinonzi munoda kunyatsobvunzisisa zviri maererano naye; asi isu asati aswedera, tazvigadzira kumuuraya.
15 Isan imih boun aki akokok kwa naatu Kaniser bairi tur kwaniyafar Rome Baiyowayan isan Paul nab kwa isa nare nan. Kwanifuw taiyuwin biyanamaim nuwet gewas kwanarouw kwanao nare nan. Baise aki boro efamaim anawa’ir anama’am nanan ana’asabun.”
16 Zvino mwanakomana wehanzvadzi yaPauro akanzwa zvekuvandira, akauya akapinda mumba memauto, akaudza Pauro.
16 Baise Paul rubin babin natun hiyayanuw nowar basit na barik bar tit run Paul ana tur eowen.
17 Pauro ndokudanira kwaari umwe wevakuru vezana akati: Isa jaya iri kumukuru wechuru; nokuti rine chekutaura kwaari.
17 Naatu Paul sorodiy orot ta isan eaf na iu, “Iti monokai kwabai kwan baiyowayan ukwarin biyan, i tur ta boro ana tur na’owen.”
18 Zvino ndokumutora, akamuuisa kumukuru wechuru, ndokuti: Pauro musungwa wandidanira kwaari akakumbira kuti ndiuise jaya iri kwamuri, rine chekutaura kwamuri.
18 Baiyowayah hai orot gagamin monokai bai in baiyowayan ukwarin biyan tit eo, “Dibur orot Paul eaf arun orot iti abai o isa anan anayabin i boro tur ta nao inanowar.”
19 Mukuru wechuru akabata ruoko rwaro, akaenda naro parutivi vari vega, akabvunza akati: Chii chaunacho chekundiudza?
19 Baiyow hai ukwarin orot uman bai nawiy nabin akisihimo hin naatu ibatiy, “O abisa kukokok boro inao ananowar?”
20 Iye akati: VaJudha vatenderana kukukumbirai, kuti muburusire Pauro kudare remakurukota mangwana, sevanoda kunyatsobvunzisisa chimwe chinhu maererano naye.
20 Orot iya’afut eo, “Jew orot gagagamih etei hibasit maras boro o hinifefeyani Paul inab inare Kaniser hai kou’ayomaim ana yare hinanuwetamih, baise nati i hai baifuwen.
21 Naizvozvo imwi musatendeswa navo; nokuti vakamuvandira pakati pavo varume vanopfuura makumi mana, vakazvisunga nemhiko kuti havangadyi kana kunwa kusvikira vamuuraya; zvino ikozvino vakagadzirira vachimirira chivimbiso kubva kwamuri.
21 Imih hai tur men inanowar, anayabin orot etei 40 tafanamaim auman boro efamaim hinawa’ir hinama hinakaif. Iti oro’orot i omatanen fokarin hio baifaro bay harew hairi boro men hinaa, hinama’am Paul hina’asabunibo bay hinaa harew hinatom. Etei i sinafumih hiyabuna sawar o anot abisa inao’o i hima tekakaif.”
22 Naizvozvo mukuru wechuru wakaregera jaya richienda, ariraira achiti: Usaudza munhu kuti wandizivisa zvinhu izvi.
22 Baiyowayan ukwarin eo, “Men yait ta ana tur ina’owen abisa io anonowar.” Naatu orot iyafar tit in.
23 Zvino akadanira kwaari vamwe vaviri vevakuru vezana, akati: Gadzirirai mauto mazana maviri kuti afambe kusvikira Kesariya, nevatasvi vemabhiza makumi manomwe, nevemapfumo mazana maviri, kubva paawa rechitatu reusiku;
23 Baiyowayah hai orot gagamih rou’ab eafih hina iuwih eo, “Baiyowayah 200 kwanabow, horse ana orot etei 70, naatu 200 ahay bowayah, kwanabobuna boun gugumin nine korok iti tafaram kwanihamiy kwanan Caesarea kwanatit.
24 muvawanisewo zvipfuwo, kuti vatasvise Pauro vamuise akachengeteka kumutungamiriri Ferikisi;
24 Horse ta Paul kwanitin afe’en namare naatu kwanatafafar gewas kwanab kwanan Gawan Felix biyan kwanatit kwanitubar.”
25 akanyora tsamba yakatakura zvemukati izvi:
25 Imaibo baiyowayah hai ukwarin mare fef kirum eo.
26 Kiraudhio Risia kuna Ferikisi mutungamiriri changamire, kwaziwai.
26 “Ayu Claudius Lysias, O Felix gawan orot gewas
27 Uyu murume wakabatwa neVaJudha, uye angadai akaurawa navo, ndikasvika nemauto ndikamununura, ndanzwa kuti muRoma.
27 Iti orot i Jew sabuw hibai kafa’imo
28 Zvino ndakati ndichida kuziva chikonzero chavaimupomera nacho, ndikamuburusira kudare ravo remakurukota;
28 Ayu akok i ataso’ob yabin
29 ndikawana achipomerwa pamusoro pemashoko emurairo wavo, asi asingapomerwi chinhu chingafanira rufu kana zvisungo.
29 Anunuwet men abisa kakafin iwa’an
30 Zvino ndakati ndaziviswa kuti kwakange koda kuva nekuvandirwa kwemurume uyu neVaJudha, ndikamutumira kwamuri pakarepo, ndikarairawo vanomumhan'arira kuti vataure pamberi penyu zvavanopesana naye. Chisarai.
30 Naatu
31 Zvino mauto, sezvaakarairwa akatora Pauro, akamuisa kuAntipatiri neusiku.
31 Baiyowayah hai bowabow hibitih na’atube hisinaf, Paul hibai gugumin wanawanan hinawiy hin kakafih hai wawa’ir ana sou Antipatris imaim hitubar.
32 Zvino chifume, vakarega vatasvi vemabhiza kuti vaende naye, vakadzokera kuimba yemauto;
32 Naatu marto baiyowayah ahiwat himatabir maiye hina yarir bar hitit, baise horse hai orot i Paul hinawiy bairi hin.
33 ivo vakati vasvika kuKesariya, vakakumikidza tsamba kumutungamiriri, vakaisawo Pauro pamberi pake.
33 Hinawiy hina Caesarea hitit fef gawan hitin naatu Paul auman hibai hirun umanamaim hiyai.
34 Zvino mutungamiriri wakati averenga, akabvunza kuti ndewedunhu ripi; zvino aziva kuti ndeweKirikia,
34 Gawan fef iyab naatu Paul ibatiy ana tafaram menane na, naatu Paul ana tafaram Silisia’ane rouw eo nonowar ana maramaim
35 akati: Ndichakunzwa, kana vanokupomera mhosva vasvikawo; akaraira kuti achengetwe mumba maHerodhe mekutongera.
35 eo, “Ayu boro a kamabiy sabuw hinanabo inao anowar.” Imaibo iuwih hibai hin gawan ana bar gagaminamaim dibur bar hiyari’y.

Ler em outra tradução

Comparar com outra

Estude este capítulo no WhatsApp

Peça à IA da Bíblia Fala para explicar Atos 23, comparar traduções ou montar um estudo — tudo direto pelo WhatsApp.