Atos 22
Shona Bible (SHONA) vs AAI
1 Varume, hama, nemadzibaba, inzwai kuzvidavirira kwangu ikozvino kwamuri.
1 “Tamai’inah, naatu taitu tuwai’inah au wasfafaren ana tur anao kwananowar.”
2 Vakati vachinzwa kuti anotaura nerurimi rwechiHebheru kwavari, vakanyanya kunyarara, zvino akati:
2 Hebrew turamaim eo hinonowar ana veya etei surur binon tar.
3 Ini ndiri zvirokwazvo murume muJudha, wakaberekerwa muTaso yeKirikia, akarerwa muguta rino pamakumbo aGamarieri, ndikadzidziswa zvakasimba maererano nemurairo wemadzibaba, mushingairiri waMwari, sezvamuri mese nhasi;
3 “Ayu i Jew orot Tarsus imaim atufuw tafaram Silisia wanawanan, baise Jerusalemamaim ama ara’at. Gamaliel ana bai’obaiyen babanamaim ama, uwatanah hai ofafar etei ayu i’obaiyu, naatu ayu i baibobowenayan orot ta God ana ofafar tur isan, kwa boun iti kwama’am na’atube.
4 waishusha nzira iyi kusvikira parufu, ndichisunga nekukumikidza mutirongo vese varume nevakadzi,
4 Sabuw iyab ef iti hibi’ufun abow ai’a’akirih arouw asbunubunuwen naatu afa abow ana dibur aya.
5 nemupristi mukuru sezvaanondipupurira, nedare rese remakurukota evakuru, kwandakagamuchirawo kwavari tsamba kuhama, ndikaenda kuDhamasiko kuti ndiuise kuJerusarema avo vaivapowo vakasungwa, kuti varangwe.
5 Firis Gagamin naatu Kaniser tutufin etei abisa ao i hiso’ob turobe. Anayabin i fef hikirum hitu abai an Damaskas wanawanan, sabuw baitumatumayah nati’imaim hima’am fatumih bow na Jerusalem tit isan ayen an.”
6 Zvino zvakaitika kuti ndichifamba ndoswedera Dhamasiko, anenge masikati, pakarepo kwakapenya kubva kudenga chiedza chikuru chakandipoteredza.
6 “Ana Damaskas abiyubin auman i’ouyit, naniyan meyemeye marakaw namanamarabe bow marane ra’iy sisibu etei marakaw.
7 Zvino ndakawira pasi, ndokunzwa inzwi richiti kwandiri: Sauro, Sauro, unondishushirei?
7 Ayu me yan ara’iy rabu naatu orot ta fanan anowar eo, ‘Saul! Saul! O aisim ayu kubi’a’akiru?’
8 Ini ndikapindura, ndikati: Ndimwi ani, Ishe? Akati kwandiri: Ndini Jesu weNazareta waunoshusha iwe.
8 Ayu aibatiy ao ‘Regah o yait? Iyafutu eo,
9 Zvino avo vaiva neni vakaona chiedza, uye vakatya; asi havana kunzwisisa inzwi rewakataura neni.
9 Sabuw bairi anan marakaw hi’itin, baise orot ayu isou eo fanan men hinowar.
10 Zvino ndikati: Ndoita chii, Ishe? Ishe ndokuti kwandiri: Simuka uende kuDhamasiko; uye ikoko uchaudzwa maererano nezvinhu zvese zvakatarirwa iwe kuti uite.
10 Ayu aibatiy, ‘Regah ayu boro abisa anasinaf?’
11 Zvino zvandakange ndisingaoni nekubwinya kwechiedza icho, ndakatungamirirwa neruoko nevaiva neni, ndikasvika kuDhamasiko.
11 Naatu au sabuw bairi anan umou hibai hinawiyu an Damaskas atit, anayabin marakaw ana bonamanamarin re ayu matou yi ifim.
12 Zvino umwe Ananiasi, murume waishingaira pakunamata zvinoenderana nemurairo, waipupurirwa zvakanaka neVaJudha vese vakange vagerepo,
12 Nati bar meraramaim i orot wabin Ananias God, ana orot ta ma’am, ofafar etei i bobosiyasiyar naatu Jew sabuw nati’imaim hima’am etei i hikakakafiy.
13 akauya kwandiri ndokumira padivi pangu akati kwandiri: Sauro hama, chionazve. Neni nenguva iyo ndikamuona.
13 Na biyou tit sisibu’umaim bat naatu eo, ‘Taiu Saul, mata ekubunai kunuw maiye!’ Mar ta’imon matau kubunai anuw Ananaias a’itin.
14 Zvino akati: Mwari wemadzibaba edu wakagara akusarudza kuti uzive chido chake, nekuona Wakarurama, uye unzwe inzwi rinobva mumuromo wake.
14 Imaibo iuwu eo, ‘Uwatanah hai God o rubini i ana kok o so’ob isan, saise Orot ana Yawas Mutufurin boro ina’itin naatu abisa nao’o o taiyuw tainika fanan inanowar.
15 Nokuti uchava chapupu chake kuvanhu vese chezvawakaona nekunzwa.
15 Anayabin o boro i isan inakubuna, abisa i’itin naatu inonowar sabuw etei hai tur ina’owen.
16 Zvino ikozvino uchanonokerei? Simuka ubhabhatidzwe uye usukwe zvivi zvako, uchidana zita raIshe.
16 Imih boun abisa ao inonowar aisim boro inama inakaif? Kumisir bapataito kubai, naatu kuyoyoban a bowabow kakafih ekusouwen.’
17 Zvino zvakaitika kuti ndadzokera kuJerusarema, uye ndichinyengetera mutembere, ndikaita chiyeverwa chemweya,
17 “Ayu amatabir maiye ana Jerusalem atit naatu ayoyoyoban ana maramaim matou bora’ah ina’inanen ta aitin.
18 ndokumuona achiti kwandiri: Kurumidza uye ubude muJerusarema ikozvino-zvino; nokuti havagamuchiri uchapupu hwako maererano neni.
18 Nati matou bobora’ah ana maramaim Regah aitin naatu isou eo, ‘Mata nakabiy Jerusalem saisewat inihamiy, anayabin iti’imaim ayu isou inaorereb sabuw boro men hinitumatum.’
19 Ini ndikati: Ishe, ivo vanoziva kuti ini ndaiisa mutirongo nekurova musinagoge rega-rega avo vaitenda kwamuri;
19 Ayu ai ya’afut ao, ‘Regah sabuw etei hiso’ob ayu Kou’ay Bar ta ta arun atit sabuw iyab o hibitutumi abow arow afatum dibur aya’ay.
20 uye pakadururwa ropa raSitefano chapupu chenyu, neni ndakange ndimirepo ndichibvumirana nekuurawa kwake, uye ndakachengeta nguvo dzevaimuuraya.
20 Naatu Stephen orot wantoro’ot iti ef isan hirab ana rara re’er ana veya ayu i nati’imaim.’ Ayu auman aisaito hirab morob naatu sabuw iyab hi’a’asabun hai faifuw i ayu abotanen abat.
21 Zvino akati kwandiri: Enda, nokuti ini ndichakutuma kure kuvahedheni.
21 Imaibo Regah ayu iuwu eo, ‘O abiyafari inan ef yok Ufun Sabuw isah.’”
22 Vakamuteerera kusvikira pashoko iri, ndokusimudza inzwi ravo vachiti: Wakadai ngaabviswe panyika; nokuti hazvina kufanira kuti ararame.
22 Sabuw hibat Paul eo hinowar in ana tur sawar. Baise iban maiye sabuw hibusuruf hitar koukuw hio? Sa’ab kwabai kwan! Kwa’asabun! Men karam boro nama!”
23 Zvino vachidanidzira, nekurasa nguvo, vachikushira guruva mumhepo,
23 Hitar koukuw fah sib hai faifuw hibow hirudab, naatu fofob hibow asir hirouw kwanekwan.
24 mukuru wechuru wakaraira kuti aiswe kuimba yemauto achiti abvunzurudzwe nekurohwa netyava, kuti azive kuti chikonzeroi chavaidanidzira kudai pamusoro pake.
24 Baiyowayan hai orot ukwarin iuwih Paul hibai baiyowayah hai bar wanawanan hirun naatu wabirin isan iuwih, saise biyan tababan tao hitanowar ana’an aisim Jew sabuw iti na’atube isan fanah sibisib.
25 Zvino vakati vamutandavadzira mberi nemakashu, Pauro akati kumukuru wezana wakange amirepo: Zviri pamutemo here kwamuri kurova netyava munhu ari muRoma uye asina kupiwa mhosva?
25 Baise wabirinamih hibai hifafatum ana veya Paul baiyowayan hai bonawiyenayan orot ukwarin ta i nati sisibinamaim batabat itin naatu ibatiy, “Orot Rome tafaram bai matuwan isan ana fef bai ema’am, baibatiyinae asir kwanarabirab boro ofafar kwana’astu’ub ai en?”
26 Zvino mukuru wezana wakati achizvinzwa, akaswedera akaudza mukuru wechuru achiti: Chenjerai zvamoda kuita; nokuti munhu uyu muRoma.
26 Baiyowayah hai bonawiyenayan orot ukwarin iti tur nonowar ana veya in baiyowayah hai orot ukwarin ibatiy, “O abisa inasinafumih? Iti orot i Rome ana fef bai ema’am.”
27 Zvino mukuru wechuru akaswedera akati kwaari: Ndiudze, iwe uri muRoma here? Iye akati: Hongu.
27 Naatu baiyowayah hai orot ukwarin na Paul ibatiy eo, “Kuo anowar, o i Rome ana fef ibai kuma’am?”
28 Mukuru wechuru ndokupindura akati: Nemutengo mukuru ini ndakawana ugaro uhu. Pauro akati: Asi neni ndakaberekwa nahwo.
28 Imaibo baiyowayah hai orot ukwarin eo, “Ayu iti tafaram bai matuwan isan kabay gagamin na’in au fef atubun.” Baise Paul iya’afut eo, “Ayu i Rome wanawanan atufuw.”
29 Naizvozvo pakarepo vakabva kwaari ivo vaiva vomubvunzurudza. Nemukuru wechuru wakatyawo aziva kuti iye muRoma, uye nokuti wakange amusunga.
29 Sabuw iyab baibatiyinamih hinan marta’imon au’uf hibat. Baiyowayah hai orot ukwarin ana bir ra’at, anayabin Paul Rome ana fef bai ma’am so’oba’e bai fatum.
30 Zvino chifume achida kuziva chokwadi, kuti nemhosva yei aipomerwa neVaJudha, wakamusunungura pazvisungo, akaraira kuti vapristi vakuru nedare ravo remakurukota rese vauye, akaburusira Pauro ndokugadzika pamberi pavo.
30 Marto mar auman baiyowayah hai orot ukwarin kok taso’ob gewas, aisim Jew sabuw Paul hibubuw hi’u’u kwanikwaniy, Paul hifatum ma’am hirufamen, naatu firis ukwarih Kaniser tutufin etei iuwih hiru’ay. Imaibo Paul bai na nahimaim bat.
Atalhos do teclado
- Capítulo anterior←
- Próximo capítulo→
- Versículo anteriork
- Próximo versículoj
- Limpar seleçãoEsc
- Esta ajuda?
Estude este capítulo no WhatsApp
Peça à IA da Bíblia Fala para explicar Atos 22, comparar traduções ou montar um estudo — tudo direto pelo WhatsApp.