Atos 11

Shona Bible (SHONA) vs AAI

Sair da comparação
AAI TUR GEWASIN O BAIBASIT BOUBUN
1 Zvino vaapositori nehama dzaiva paJudhiya vakanzwa kuti vahedheni vagamuchirawo shoko raMwari.
1 Tur Abarayah naatu baitumatumayah Judea wanawanan Ufun Sabuw God ana tur hibaib isan tur hinowar.
2 Zvino Petro wakati akwira kuJerusarema, vekudzingiswa vakapokana naye,
2 Imih Peter yena Jerusalem titit ana veya baitumatumayah hai ar afu’afuw himisir higam hio,
3 vachiti: Wakapinda muvarume vasina kudzingiswa, ukadya navo.
3 “O in Ufun Sabuw hai ar mo’oh tutufih bairi kwama kwa’aa kwatomatom iti ina.”
4 Asi Petro atanga wakavarondedzera zvichitevedzana achiti:
4 Naatu Peter busuruf aneika abisa mamatar i kubuna hai tur eowen eo.
5 Ini ndakange ndiri muguta reJopa ndichinyengetera, zvino muchiyeverwa ndakaona chiratidzo, umwe mudziyo wakaburuka, semucheka mukuru unoburuswa kubva kudenga nemakona mana, ndokusvika kwandiri;
5 “Veya ta Joppa ama ayoyoyoban ana maramaim matau hibora’ah sawar ta rar gagamin na’atube tainin kwafe’en marane hikuhamihamiy rena sisibu’umaim nutanub.
6 wandakati ndatarisisa ndacherekedza, zvino ndakaona mhuka dzine makumbo mana dzenyika nemhuka dzesango nezvinokambaira neshiri dzedenga.
6 Ayu anunuwariy for yumatah ta ta a’itan, uma’ar, kok, uway naatu mamu aitah,
7 Zvino ndakanzwa inzwi richiti kwandiri: Simuka, Petro, baya udye.
7 basit orot ta fanan anowar iuwu eo, ‘Peter kumisir sawar iti kurouw ku’aa.’
8 Asi ndakati: Aiwa kwete Ishe; nokuti hakuna chisakachena kana chine tsvina chakatongopinda mumuromo mangu.
8 Baise ayu ao, ‘Regah men karam, anayabin bay kakafih naatu gubagub auman men kafa’imo awau’umaim narunamih.’
9 Asi inzwi rakandipindura rwechipiri richibva kudenga richiti: Mwari chaachenesa, iwe usati chakasviba.
9 Baise orot fanan iban maiye marane eafare eo, ‘Sawar abisa God kurereb gewasin eo, o men kakafin inarouw inao’omih.’
10 Uye izvi zvakaitika kusvikira katatu, zvese ndokukweverwazve kumusoro kudenga.
10 Sawar iti i mar tounu matar, basit yomaninamaim sawar tutufin etei matabir maiye in mar wanawanan run.
11 Zvino tarira, pakarepo varume vatatu vamire pamberi pemba yandakange ndiri, vatumwa kwandiri kubva kuKesariya.
11 Nati ana veya’amaim orot tounu Caesarea’ane ayu isou hiyafarih hina bar ama’ama imaim hitit.
12 Mweya ndokuti kwandiri ndiende navo, ndisiri asina chokwadi nechinhu; nehama idzi nhanhatuwo dzakaenda neni, zvino takapinda mumba memurume uyu;
12 Anun Kakafiyin iuwu bairi kwanan men inakwahir, naatu Joppa’ane taitu nah six hituru bairi an Caesarea atit naatu orot wabin Cornelius ana bar arun.
13 iye akatipira kuti wakaona sei mutumwa amire mumba make, achiti kwaari: Tumira varume kuJopa, ugodana Simoni, anonzi Petro,
13 Cornelius ana bar wanawanan Tounamatar mi’itube irerereb i’itin i ai tur eowen naatu tounamatar iu, ‘Orot afa iniyunih hinan Joppa orot wabin Simon Peter biyan hinatit.
14 achakuudza mashoko, auchaponeswa nawo iwe nemhuri yako yese.
14 Naatu i boro ayawas ana tur nab nan nao kwananowar, naatu nati turamaim o a nibur bairi naatu taituwa afa bairi kwama’am boro yawas kwanab.’
15 Zvino ndakati ndichatanga kutaura, Mweya Mutsvene wakaburukira pamusoro pavowo, sezvazvakaita pamusoro pedu pakutanga.
15 “Naatu ayu abusuruf ao anan ana maramaim Anun Kakafiyin re targabuwih, anamaim it tatar gabuwit na’atube.
16 Zvino ndakarangarira shoko raIshe, kuti wakataura sei achiti: Johwani zvirokwazvo wakabhabhatidza nemvura, asi imwi muchabhabhatidzwa neMweya Mutsvene.
16 Imaibo ayu Regah abisa eo i anot, ‘John i harewamaim bapataito it, baise kwa boro Anun Kakafiyinamaim bapataito kwanitih.’
17 Naizvozvo kana Mwari avapa chipo chakafanana nechaakapa kwatiriwo, takatenda kuna Ishe Jesu Kristu, ini ndaiva ani waigona kudzivisa Mwari?
17 Imih iti i bebeyan, God siwar ta’imon Ufun Sabuw itih, it Regah Jesu Keriso tabitumitum ana maramaim bitit na’atube. Imih ayu yait God abisa sisinaf boro ata’otan?”
18 Zvino vakati vanzwa zvinhu izvozvi vakanyarara, vakarumbidza Mwari, vachiti: Naizvozvo Mwari wakapawo kuvahedheni kutendeukira kuupenyu.
18 Iti tur hinonowar ana veya hai gamin sawar, God hibora’ara’ah hio, “Turobe. God Ufun Sabuw auman kakafih baihamiyen yawas bain isan hai ef botawiy itih.”
19 Zvino avo vakapararira nekushushwa kwakaitika pamusoro paSitefano vakagura kusvikira paFenikia neSaipuresi neAndiyokiya, vasingatauri shoko kuna ani asi kuVaJudha chete.
19 Biyababan bai’akir kakafin Stephen hirab momorob ana maramaim matar, baitumatumayah tarbounih hitit nanabin hin. Afa hin Fonisia, Cyprus, naatu Antioch imaim hitit Jew akisihimo isah tur gewasin hifaram.
20 Asi kwaiva nevamwe vavo, varume VaSaipuresi neVaSairini vakati vasvika kuAndiyokiya, vakataura kuVaHerenisiti*, vachiparidza mashoko akanaka aIshe Jesu.
20 Baise baitumatumayah afa Cyprus naatu Sairini hima’am hin Antioch hitit Ufun Sabuw auman isah hibinan tur gewasin Jesu Keriso isan hai tur hi’owen.
21 Neruoko rwaIshe rwaiva navo; uye uwandu ukuru hwakatenda hukatendeukira kuna Ishe.
21 Regah ana fair tafah mara’at hibinan sabuw moumurih na’in hitumatum Regah isan hitatabir.
22 Zvino shoko pamusoro pavo rikanzwikwa munzeve dzekereke yaiva paJerusarema; zvino vakatuma Bhanabhasi kuti agure kunosvika Andiyokiya;
22 Abisa hisisinaf ana tur in Jerusalem ekaleisia hinowar, basit Barnabas hiyafar na Antioch tit.
23 iye asvika ndokuona nyasha dzaMwari akafara, akavakurudzira vese kuti varambire panaIshe nekuzvipira kwemoyo;
23 Natitit ana maramaim God sabuw mi’itube bigegewasinih itih, basit yan sisir naatu koufair itih eo, dogor tutufin etei kwaniturobe Regah sisibinika kwanama.
24 nokuti waiva murume wakanaka, uye azere neMweya Mutsvene uye nekutenda; chaunga chikuru ndokuwedzerwa kuna Ishe.
24 Barnabas i orot gewasin, Anun Kakafiyin biyan karatan naatu ana baitumatum fairin, imih sabuw moumurih na’in bow hina Regah biyan hitit.
25 Bhanabhasi ndokubuda akaenda kuTaso kunotsvaka Sauro.
25 Imaibo Barnabas Saul nuwihinamih in Tarsus tit.
26 Zvino wakati amuwana akamuuisa kuAndiyokiya. Zvino zvikaitika kuti gore rese vakaungana mukereke vakadzidzisa chaunga chikuru; uye vadzidzi vakatanga kunzi vaKristu paAndiyokiya.
26 Nuwih inanan baib ana maramaim nawiy hairi hina Antioch hitit, imaim kwamur ta’imon tutufin ekaleisia nati’imaim bairi hima. Naatu sabuw bai’ufununayah boubuh kou’ay gagamin na’in hi’obaibiyih. Imih bai’ufununayah tafaram Antioch imaim wab iti Kirisiyan teo imaim matar.
27 Zvino nemazuva iwayo, vaporofita vakaburukira kuAndiyokiya vachibva kuJerusarema.
27 Nati ana veya’amaim dinab orot afa Jerusalemane hina Antioch hitit.
28 Zvino kwakasimuka umwe wavo wainzi Agabhusi, ndokuratidza neMweya kuti nzara huru ichavapo panyika yese; yakaitikawo panguva yaKiraudhio Kesari.
28 Naatu dinab orot ta wabin Agabus Anun Kakafiyin ana fairamaim misir eo, “Baimar kakafin boro’omo tafaram wanawanan namatar.” Iti baimar i Claudius i’aiwob ma’ama ana veya’amaim matar.
29 Uye vadzidzi vakazvipira kuti chero ani paaigona napo, umwe neumwe wavo atume zvinobatsira kuhama dzigere muJudhiya;
29 Bai’ufununayah hai not hibogaigiwas i hai mour ana fofonin na’atube tuwahinah Judea hima’am baibaisih isan hio,
30 zvavakaitawo, vakatumira kuvakuru neruoko rwaBhanabhasi naSauro.
30 naatu hisinaf. Imaibo Barnabas, Saul hairi umahimaim hiyafar hibai hin ai’in Jerusalem hima’am hitih.

Ler em outra tradução

Comparar com outra

Estude este capítulo no WhatsApp

Peça à IA da Bíblia Fala para explicar Atos 11, comparar traduções ou montar um estudo — tudo direto pelo WhatsApp.