Apocalipse 9

Shona Bible (SHONA) vs AAI

Sair da comparação
AAI TUR GEWASIN O BAIBASIT BOUBUN
1 Zvino mutumwa wechishanu wakaridza, zvino ndakaona nyeredzi ichibva kudenga ichiwira panyika, ndokupiwa kwaari kiyi yegomba risina chigadziko.
1 Tounamatar bai five ana tour bababin ana veya, ayu anuwanuw maramaim daman hea’obow me yan rara’iy aitin. Naatu daman Sou Awan Wanu’umin botawiyin isan ana tufatan hitin.
2 Zvino yakazarura gomba risina chigadziko, utsi ndokusimuka kubva mugomba seutsi hwevira guru, nezuva nedenga zvikasvibiswa nekuda kweutsi hwegomba.
2 Naatu daman Sou Awan Wanu’umin ana tufatan uyi’uy ana maramaim sow agor kutikutin tit, ana’itin i ra’iy e’arah ana sow eyeyey na’atube. Sou Awan Wanu’umin ana sow yen veya matan naatu gagub etei gugum nuwayowanin en.
3 Zvino muutsi mukabuda mhashu dzikauya panyika, ndokupiwa kwadziri simba, sezvinyavada zvenyika zvine simba.
3 Sow yey wanawananamaim ir afu’afuw hirob hire hina me yan hitit, naatu kafukafus ana fair na’atube ir afu’afuw hitih.
4 Kukanzi kwadziri dzirege kutadzira uswa hwenyika, kana chipi zvacho chinyoro, kana muti upi, asi vanhu chete vasina mucherechedzo waMwari pahuma dzavo.
4 Naatu hi’uwih, “Men yen ana fotan o ana ai rourih men ta kwani’afiy, baise sabuw iyab God ana kwah nakwetahimaim men tema’am akisih kwani’afiyih.
5 Zvino kwakapiwa kwadziri kuti dzisavauraya, asi kuti varwadziswe mwedzi mishanu; uye kurwadzisa kwadzo kwaiita sekurwadzisa kwechinyavada kana chichiruma munhu.
5 Naatu hi’uwih men sabuw kwanayubih hinamorob, baise kwanayubih weweh nakwan sumar five nasawar, kafukafus eyubih weweh ekwanikwan na’atube.”
6 Zvino pamazuva iwayo vanhu vachatsvaka rufu, asi havangaruwani; uye vachashuva kufa, asi rufu rwuchavatiza.
6 Nati sumar five wanawanan weweh nakwanikwan ana maramaim sabuw boro morob ana ef hinanuwet, baise morob boro men hinatita’ur hai kok i boro mi’itube hitamorob, baise morob boro nabihir nawa’ir.
7 Uye zvimiro zvemhashu zvakaita semabhiza akagadzirirwa hondo; nepamisoro yadzo pane zvakaita sekorona dzakafanana negoridhe, nezviso zvadzo sezviso zvevanhu.
7 Ir afu’afuw biyah ana itinin i horse na’atube, yumatah ana itinin orot babin hai yumatabe, ukwarihimaim i sawar ta ana itinin kowas gold na’atube hiyara’aten auman baiyow isan hibobuna hitit.
8 Zvino dzakange dzine vhudzi sevhudzi revakadzi, nemeno adzo akaita seeshumba.
8 Aribuh i baibin aribuhibe naatu wah i lion wahibe.
9 Zvino dzakange dzine zvidzitiro zvechifuva zvakaita sezvidzitiro zvechifuva zvedare, nekutinhira kwemapapiro adzo sekutinhira kwengoro dzemabhiza mazhinji achimhanyira kuhondo.
9 Dogoroh hai ber isan i sawar ta iron na’atube hi’afuw dogoroh hiyafafar, naatu bebeh ana nidun i horse moumurih baiyow isan tikik’ayowen tinunuw ana nidun na’atube.
10 Zvino dzakange dzine miswe yakafanana nezvinyavada, uye pakange pane umborera pamiswe yadzo, nesimba radzo rekukuvadza vanhu mwedzi mishanu.
10 Urahine i yuh auman, naatu hinayubi wewe ekwanikwan ana naniyan i kafukafus eyub wewe ekwanikwan na’atube. Sumar five sabuw yubih biyababan baitih isan yuhine hai fair hibai.
11 Zvino dzakange dzina mambo pamusoro padzo, mutumwa wegomba risina chigadziko, zita rake nechiHebheru riri Abhadhoni, uye nechiGiriki ane zita Aporioni.
11 Sou Awan Wanu’umin ana tounamatar i hai aiwob na’atube ma kaifih, tounamatar wabin Abaddon Hebrew fanahimaim, Greek fanahimaim i Apolion.
12 Nhamo imwe yapfuura; tarira, kuchiri kuuya nhamo mbiri shure kweizvi.
12 Biyababan aga’ag wantoro’ot i na sawar, naatu biyababan aga’ag rou’ab i boro tenan.
13 Zvino mutumwa wechitanhatu wakaridza, zvino ndakanzwa inzwi kubva panyanga ina dzearitari yegoridhe iri pamberi paMwari,
13 Tounamatar bai six ana tour bababin ana veya, God nanamaim gem gold ana tainih kwafe’en fanah ine titit anowar,
14 richiti kumutumwa wechitanhatu wakange ane hwamanda: Sunungura vatumwa vana vakasungwa parwizi rukuru Yufuratesi.
14 fanan ta i tounamatar bai six isan eo, “Euphrates harew gagaminamaim tounamatar kwafe’en hifatum tebatabat kurufamih!”
15 Zvino vakasunungurwa vatumwa vana vakange vakagadzirirwa awa nezuva nemwedzi negore, kuti vauraye chetatu chevanhu.
15 Naatu tounamatar kwafe’en hirurufimih ana veya, nati veya ta’imon, nati sumar naatu nati kwamuramaim tafaram auwaraunane sabuw etei rouw morob isan hibobunabuna.
16 Zvino uwandu hwehondo dzevatasvi vemabhiza hwaiva makumi ezvuru maviri emakumi ezvuru; ndakanzwawo uwandu hwavo.
16 Orot baiyow isan himowaraboun tit hio anonowar etei i two hundred million na’atube.
17 Zvino saizvozvo ndakaona mabhiza muchiratidzo, nevakange vakaatasva, vane zvidzitiro zvechifuva zvemoto, nezvehiasindo*, nezvesarufa*, nemisoro yemabhiza semisoro yeshumba, nemumiromo yawo makabuda moto neutsi nesarufa.
17 Naatu au mimumaim horse moumurih tafahimaim orot boyeyah auman hima’am, hai itinin i iti na’atube, dogoroh hai ber ana woun i wairaf na’atube, ana furumin i saphire na’atube, naatu ana wairin i sulfur na’atube, naatu horse ukwarih hai itinin lion na’atube, naatu awahimaim wairaf, sow agor kutikutin naatu sulfur hititit.
18 Neizvi zvitatu kwakaurawa chetatu chevanhu, nemoto uye neutsi uye nesarufa, zvakabuda mumiromo yawo.
18 Orot babin auwaraunane horse awahine sawow kakafih tounu, wairaf, sow naatu sulfur hititit imaim etei himorob.
19 Nokuti simba rawo riri mumuromo wawo, nemumiswe yawo; nokuti miswe yawo yakaita senyoka uye ine misoro; uye anokuvadza nayo.
19 Anayabin horse hai fair i awahimaim ma’am naatu yuhine auman ma’am, yuh hai itinin i kokobe ukwarih auman, nati’imaim sabuw tiyubih biyababan tibitih.
20 Zvino vakasara vevanhu, vasina kuurawa pamatambudziko awa, havana kutendeuka pamabasa emaoko avo, kuti varege kunamata madhimoni, nezvifananidzo zvegoridhe nesirivheri nezvendarira nezvemabwe nezvematanda, zvisingagoniwo kuona, zvisinganzwiwo, uye zvisingafambi;
20 Sabuw turih sawow kakafin men hibai himomorob i men dogor baikitabir hibai abisa umahimaim hisinaf himamatar hihamiyenamih. demon hikwakwafirih, gold murubih, silver, bronze, agim, ai aurih matah en, tainih en remor en, aibat hitar hima hikwakwafirih men hihamiyen.
21 uye havana kutendeuka paumhondi hwavo, kana pauroyi hwavo, kana paupombwe hwavo, kana paumbavha hwavo.
21 Na’atube sabuw hi’asbunubunuw, hisew hikwerakwer, hibiwa’an kwanekwan, naatu hibabain men hihamiyen dogor baikitabiren hibaimih.

Ler em outra tradução

Comparar com outra

Estude este capítulo no WhatsApp

Peça à IA da Bíblia Fala para explicar Apocalipse 9, comparar traduções ou montar um estudo — tudo direto pelo WhatsApp.