Apocalipse 8

Shona Bible (SHONA) vs AAI

Sair da comparação
AAI TUR GEWASIN O BAIBASIT BOUBUN
1 Zvino wakati azarura mucherechedzo wechinomwe, kwakavapo kunyarara kudenga kwakaita sehafu yeawa.
1 Fef firorow bai seven hikwah inu’in Lamb bai kwibikwib ana veya maramaim etei hinutanub mar kafai, hour turinawat, agugum hima.
2 Zvino ndakaona vatumwa vanomwe vamire pamberi paMwari, kukapiwawo kwavari hwamanda nomwe.
2 Naatu tounamatar etei seven tour seven hitih hibotanen God nanamaim hibatabat aitih.
3 Zvino umwe mutumwa wakauya akamira paaritari, ane mudziyo wezvinonhuhwira wegoridhe; kukapiwa kwaari zvinonhuhwira zvizhinji, kuti azvipe neminyengetero yevatsvene vese pamusoro pearitari yegoridhe yakange iri pamberi pechigaro cheushe.
3 Tounamatar ta umanamaim fi’ufiu ana kerowas gold bai auman na sibor ya’aya ana gemamaim batabat aitin. Naatu fi’ufiu gagamin na’in hitar hiwan God ana sabuw kakafiyih hai yoyoban auman bai gem gold nanamaim bat eot ra’ah.
4 Zvino utsi hwezvinonhuhwira hwakakwira neminyengetero yevatsvene huchibva muruoko rwemutumwa pamberi paMwari.
4 Fi’ufiu ana sow naatu sabuw kakafiyih hai yoyoban tounamatar umanane yen God nanamaim tit.
5 Mutumwa akatora mudziyo wezvinonhuhwira, ndokuuzadza nemoto wearitari, ndokuukanda panyika; zvino kwakavapo manzwi nekutinhira nemheni nekudengenyeka kwenyika.
5 Imaibo tounamatar fi’ufiu ana kerowas bai sibor ana gem tafanamaim wairaf bai kerowas wanawanan iwan rouw me yan re’ere ana veya namanamar bokiyat gunum rouware gugugug iwa’an naatu iriyoy tit.
6 Zvino vatumwa vanomwe vakange vane hwamanda nomwe vakazvigadzirira kuti varidze.
6 Tounamatar etei seven umahimaim tour hibobotanen babinen isan awahimaim hiya.
7 Zvino mutumwa wekutanga wakaridza, ndokuvapo chimvuramabwe nemoto zvakavhenganiswa neropa, ndokukandwa panyika; nechetatu chemiti chakapiswa, neuswa unyoro hwese hwakapiswa.
7 Naatu tounamatar wantoro’ot batabat ana tour bababin ana veya, toun kabay totomar wairaf rara auman sartabir yar re me yan tit, tafaram auwaraun tutufin etei earah, ai nati tafaram auwaraunane hibatabat etei hi’arat, naatu fotan nati tafaram auwaraunane hituw hi’inu’in etei hi’arat.
8 Zvino mutumwa wechipiri wakaridza, zvino chimwe segomo guru rinopfuta nemoto chikakandwa mugungwa; chetatu chegungwa ndokuva ropa;
8 Tounamatar bairou’abin ana tour bababin ana veya sawar ta gagamin na’in oyaw tomar fudir tafan wairaf to’ab auman nunuw in riy yan re, riy auwaraunane tutufin etei rara matar.
9 ndokufa chetatu chezvisikwa zviri mugungwa zvine upenyu, nechetatu chezvikepe chikaparadzwa.
9 Riy auwaraunane wanawanan sawar yawasih ma’anih etei himorob, naatu wa nati riy auwaraunane hibatabat etei hitaseseb.
10 Zvino mutumwa wechitatu wakaridza, kukawa kubva kudenga nyeredzi huru, ichipfuta semwenje, ndokuwira pamusoro pechetatu chenzizi, nepamusoro pezvitubu zvemvura.
10 Tounamatar baitounin ana tour bababin ana veya daman gagamin na’in matan hinowabe in toto’ab maramaim hea’obow tafaram auwaraun ana harew naatu ana harew sosoh yan ra’iy.
11 Zvino zita renyeredzi rainzi Gavakava; chetatu chemvura ndokuva gavakava, nevanhu vazhinji vakafa nemvura, nokuti yakange yavaviswa.
11 Nati daman wabin i Tubatub, naatu Tubatub tafaram auwaraunane ana harew yah re’er harew etei tenakuyakuy himatar naatu sabuw iyab nati harew tenakuyakuy hitomatom etei himorob.
12 Zvino mutumwa wechina wakaridza, chetatu chezuva ndokurohwa nechetatu chemwedzi nechetatu chenyeredzi, kuti chetatu chazvo chisvibiswe, uye kuti chetatu chemasikati chirege kuvhenekera, neusiku saizvozvo.
12 Tounamatar baikwafi’inin ana tour bababin ana veya, veya matan auwaraunane, sumar matan auwaraunane, daman matah auwaraunane etei himabiy. Imih sawar iti etei rebah auwaraunane higugum hin. Naatu auyit auwaraunane men marakaw, na’atube gugumin auwaraunane auman.
13 Zvino ndakatarira, ndokunzwa mutumwa umwe achibhururuka ari pakati pedenga achiti nenzwi guru: Mune nhamo, mune nhamo, mune nhamo vagari vepanyika, pamanzwi asara ehwamanda yevatumwa vatatu vachazoridza!
13 Imaibo ayu anuwanuw mamu ikou mar ana yan foun rererey fanan anowar, “Ago, ago, ago! Kwa sabuw iyab tafaramamaim kwama’am tounamatar tounu hai tour hinabababin ana veya biyababan boro kakafin maiyow kwanab!”

Ler em outra tradução

Comparar com outra

Estude este capítulo no WhatsApp

Peça à IA da Bíblia Fala para explicar Apocalipse 8, comparar traduções ou montar um estudo — tudo direto pelo WhatsApp.