Apocalipse 5

Shona Bible (SHONA) vs AAI

Sair da comparação
AAI TUR GEWASIN O BAIBASIT BOUBUN
1 Zvino ndakaona muruoko rwerudyi rwaiye wakange agere pachigaro cheushe bhuku rakanyorwa mukati nekunze, rakanamatidzwa nemicherechedzo minomwe.
1 Imaibo orot urama’ama afe’en ma’am uman ana asukwafune Fef firorow roun roun hikirum, naatu mar etei seven hibikwah bobotanen aitin. Buk hifirorow naatu etei 7 hikwah|alt="Birny Boyd's scroll with seven seals" src="scroll-BB.tif" size="col" loc="Rev 5.1" ref="5.1"
2 Zvino ndakaona mutumwa ane simba achidanidzira nenzwi guru; achiti: Ndiani wakafanira kuzarura bhuku nekusunungura micherechedzo yaro?
2 Naatu tounamatar fairin aitin fanan aumetawat eorereb eo, “Orot yait gewasin boro iti fef firorow hikwah inu’in natafufur nabotawiy?”
3 Asi kwakange kusina munhu kudenga kana panyika, kana pasi penyika, wakagona kuzarura bhuku, kana kuritarira.
3 Baise men yait ta maramaim, tafaramamaim, o me baban boro iti fef firorow nabotawiy naatu wanawanan nanuwariy.
4 Zvino ini ndakachema zvikuru, nokuti hakuna kutongowanikwa wakafanira kuzarura nekuverenga bhuku, kana kuritarira.
4 Ayu arerey men kikimin ta, anayabin men yait ta gewasin ma’am atita’ur boro iti fef firorow tabotawiy wanawanan tananuwariy.
5 Zvino umwe wevakuru wakati kwandiri: Usachema; tarira, yakunda Shumba inobva kurudzi rwaJudha, Mudzi waDhavhidhi, kuti izarure bhuku nekusunungura micherechedzo yaro minomwe.
5 Imaibo regaregah ai’in ta iuwu eo, “Ei! men inarerey! Lion Judah ana bigane David uwan orot iti sawar isnowahika. I karam boro iti fef firorow mar seven hikwahen ti’inu’in boro natafoforen nabotawiyen.”
6 Zvino ndakaona, uye tarira, pakati pechigaro cheushe nechezvisikwa zvipenyu zvina, nepakati pevakuru, Gwayana rimire serakabaiwa, rine nyanga nomwe nemeso manomwe, ndiyo Mweya minomwe yaMwari yakatumwa kunyika yese.
6 Imaibo ayu Lamb hi’a’asabun i sawar yawasih ma’anih kwafe’en, naatu regaregah ai’in hi’ar bebera’uh nah yan foun urama’ama nanamaim batabat aitin. I ukwarinamaim ana rarag etei seven naatu matan etei seven, nati i wagabur seven God iyafarih hitit tafaram wanawananamaim.
7 Zvino rakauya, rikatora bhuku kubva muruoko rwerudyi rwaiye wakagara pachigaro cheushe.
7 Lamb na urama’ama afe’en orot nati ma’am uman ana asukwafune fef firorow bosair.
8 Zvino rakati ratora bhuku, zvisikwa zvipenyu zvina nevakuru makumi maviri nevana vakawira pamberi peGwayana, umwe neumwe ane rudimbwa nendiro dzegoridhe dzizere nezvinonhuhwira inova minyengetero yevatsvene.
8 Naatu nati na’atube sisinaf anamaramaim sawar yawasih kwafe’en naatu regaregah ai’in 24 Lamb nanamaim hira’iy, ta’ita’imon umahimaim etei douduf hibow naatu fi’ufiu ana tew i gold. Imaim fi’ufiu hibiwanen auman hibow, nati i God ana sabuw hai yoyoban.
9 Zvino vakaimba rwiyo rutsva, vachiti: Makafanira kutora bhuku, nekuzarura micherechedzo yaro; nokuti makabaiwa, ndokutidzikunurira Mwari neropa renyu kubva kudzinza rese, nekururimi, nekuvanhu, nekurudzi,
9 Naatu ew boubun hitabor,
10 makatiitawo kuna Mwari wedu tive madzimambo nevapristi, uye tichatonga panyika.
10 O iti sabuw ibow firis ana aiwob iwowab matar ata God isan tanabow,
11 Zvino ndakaona, uye ndakanzwa inzwi revatumwa vazhinji vakakomberedza chigaro cheushe, nezvisikwa zvipenyu nevakuru; nekuwanda kwazvo kwakange kuri mazana nemazana emazana nemazana, nezvuru zvezvuru,
11 Imaibo ayu anuw naatu tounamatar moumurih maiyow fanah anowar, tounamatar himour kwanekwan taniyab men karam thousand million na’atube. I urama’ama sawar yawasih kwafe’en naatu regaregah ai’in hi’arbebera’uhih.
12 vachiti nenzwi guru: Rakafanira Gwayana rakabaiwa kugamuchira simba neufumi nenjere nemasimba nerukudzo nekubwinya nekurumbidzwa.
12 Fanah aumetawat na’in ew hitabor,
13 Nechisikwa chega-chega chiri kudenga, nepanyika, nepasi penyika, nezviri pagungwa nezvese zviri mazviri, ndakanzwa zvichiti: Kuna iye agere pamusoro pechigaro cheushe nekuGwayana ngakuve nekurumbidzwa, nerukudzo, nekubwinya, nesimba kusvikira rinhi narinhi.
13 Imaibo ayu sawar yawasih bai’e’etawayah mar wanawanan, tafaram wanawanan, me wanawanan, riy wanawanan etei fanah sib hitatabor anowar.
14 Zvino zvisikwa zvipenyu zvina zvakati: Ameni. Nevakuru makumi maviri nevana vakawa, vakanamata iye anorarama kusvika rinhi narinhi.
14 Sawar yawasih ma’anih kwafe’en etei fanah hibora’ah hio, “Turobe!” regaregah ai’in yumatah aubabe hire hikwafir.

Ler em outra tradução

Comparar com outra

Estude este capítulo no WhatsApp

Peça à IA da Bíblia Fala para explicar Apocalipse 5, comparar traduções ou montar um estudo — tudo direto pelo WhatsApp.