Apocalipse 3

Shona Bible (SHONA) vs AAI

Sair da comparação
AAI TUR GEWASIN O BAIBASIT BOUBUN
1 Uye kumutumwa wekereke iri muSadhisi nyora uti: Zvinhu izvi anoreva iye ane Mweya minomwe yaMwari nenyeredzi nomwe: Ndinoziva mabasa ako, kuti une zita rekuti unorarama, asi wakafa.
1 “Iti tur i Sardis ekaleisia ana tounamatar isan inakirum.
2 Iva wakarinda, uye simbisa zvinhu zvakasara zvoda kufa; nokuti handina kuwana mabasa ako akaperedzerwa pamberi paMwari.
2 Kwamisir! Abisa kikimin biyamaim ema’am koufair kwanitinibo namorob nasawar, anayabin kwa abisa kwasisinaf au God matanamaim atitita’ur i men gewasin anababatun.
3 Naizvozvo rangarira kuti wakagamuchira nekunzwa sei; uye chengeta, uye tendeuka. Naizvozvo kana usingarindi, ndichauya kwauri sembavha, uye haungatongozivi kuti iawa ripi randichauya naro pamusoro pako.
3 Abisa kwanowar kwabaib i kwananot, kwanabosiyasiyar naatu dogor hinikitabir. Baise men kwanamimisir na’at, ayu boro bainowan mowan na’atube anan, naatu veya boro men kwa kwanotanotamaim ananamih.
4 Une mazita mashoma kunyange paSadhisi asina kusvibiswa nguvo dzawo; uye vachafamba neni munguvo chena, nokuti vakafanira.
4 Baise kwa Sardis wanawanan ekaleisia matan ta a faifuw i kwasouwen kwama’am, a faifuw kwes kwa’osen ayu bairi taremor tanan, anayabin kwa asinaf i gewasin.
5 Uyo anokunda, ndiye achapfekedzwa nguvo chena; uye handichatongodzimi zita rake pabhuku reupenyu, uye ndichareurura zita rake pamberi paBaba vangu, nepamberi pevatumwa vake.
5 Orot yait baiyow fokarin bisnowah i boro ana faifuw kwes na’us, naatu ayu wabin wanatowan ana bukamaim boro men anasafam, baise wabin boro anaorereb Tamai nanamaim na’atube tounamatar nahimaim.
6 Ane nzeve ngaanzwe zvinoreva Mweya kumakereke.
6 Yait tainin nama’am na’at Anun Kakafiyin ekaleisia isan abisa eo inanowar.”
7 Nekumutumwa wekereke iri muFiradhefia nyora uti: Zvinhu izvi anoreva Mutsvene, Wechokwadi, iye ane kiyi yaDhavhidhi, iye anozarura pasinawo anopfiga, nekupfiga pasinawo anozarura:
7 “Iti tur i ekaleisia Piladelfia wanawanan tema’am ana tounamatar isan inakirum,
8 Ndinoziva mabasa ako; tarira, ndakaisa pamberi pako mukova wakazarurwa, uye hakuna angagona kuupfiga, nokuti une simba shoma, uye wakachengeta shoko rangu, nekusaramba zita rangu.
8 Ayu aso’ob kwa asinaf, naatu kwana’itin, ayu kwa isa etawan i abotawiy naatu boro men yait ta nahir, ayu aso’ob kwa afair i kikimin, baise ayu au bai’obaiyen kwabosiyasiyar kwabi’ufunun naatu wabu men kwayayoub.
9 Tarira, ndichakupa vanobva kusinagoge raSatani, vanozviti VaJudha, vasiri ivo, asi vanoreva nhema; tarira, ndichavaita kuti vauye vagonamata pamberi petsoka dzako, uye vazive kuti ini ndakakuda.
9 Kwananowar! Sabuw iyab Satan ana Kou’ay Baremaim tema’am, taiyuwih hifufuwih tibijew moyamoy boro anao kikinih hinan kwa amaim hinakwafir hinare, naatu hinaso’ob kwa i ayu abiyabuwi.
10 Nokuti wakachengeta shoko rekutsungirira kwangu, neni ndichakuchengeta panguva yekuedzwa ichauya pamusoro penyika yese, kuedza vanogara panyika.
10 Anayabin kwa au obaiyunen tur kwabai yatenubamaim ewawainabi, routobon nati tafaramamaim boro enan sabuw iyab nati me yan tema’am routubunih isan, ayu boro kwa anatafafari.
11 Tarira, ndinouya nekukurumidza; batisisa chaunacho, kuti kusava neanotora korona yako.
11 “Ayu boro’omo anan. Abisa kwabobotan i kwanabukikin, saise boro men yait ta kwa a kowas nabosair.
12 Uyo anokunda, ndichamuita mbiru mutembere yaMwari wangu, uye haachatongobudizve; uye ndichanyora pamusoro pake zita raMwari wangu, nezita reguta raMwari wangu, reJerusarema idzva, rinoburuka richibva kudenga kuna Mwari wangu, nezita rangu idzva.
12 Orot yait baiyow fokarin ebisnowah, i boro Tamai God Ana Bar ana wabat namatar. Naatu nati Tafaror Bar boro men nihamiyimih. Ayu boro Au God wabin biyanamaim anakirum naatu au God ana bar merar wabin anakirum. Jerusalem boubun au God biyan marane ere’ere, naatu ayu auman boro wabu boubun imaim anakirum.
13 Ane nzeve ngaanzwe zvinoreva Mweya kumakereke.
13 O yait tain nama’am na’at, tur iti Anun Kakafiyin ekaleisia isan eo inanowar.”
14 Nekumutumwa wekereke yeVaRaodhikia nyora uti: Zvinhu izvi anoreva Ameni, chapupu chakatendeka uye chechokwadi, kutanga kwezvisikwa zvaMwari:
14 “Tur iti inakirum Laodicea ekaleisia ana tounamatar isan.
15 Ndinoziva mabasa ako, kuti hautonhori uye haupisi. Ndaida kuti dai uchitonhora kana uchipisa.
15 Ayu kwa a bowabow i aso’ob, kwa men siba’u’i o men fora’abi, akokok i mi’itube iti ta’ane kwatama.
16 Zvino zvaunodziya, uye hautonhori uye haupisi, ndichakusvisvina mumuromo mangu.
16 Baise ana itinin i a fora’abin kikimin, men siba’u’un naatu men towa anababatun, imih ayu boro awou’umaim ana kwai’atait kwanatit.
17 Nokuti unoti: Ndiri mufumi, uye ndakafuma, uye handishaiwi chinhu, asi hauzivi kuti ndiwe unotambura, neune nhamo, nemurombo, nebofu, newakashama;
17 Kwa taiyuw i totobuyoy wairaf kwarouw kwao, naatu sawar etei aur karamin kwarouw kwao, naatu men kwakokok boro sawar ta kwanab, baise kwa taiyuw men kwa’inani kwaso’obamih, kwa i kakaf, tenakuyakuy, bai’akirayah, mata fim, segar.
18 ndinokupa zano kuti utenge kwandiri goridhe rakaidzwa mumoto, kuti ufume; nenguvo chena, kuti upfeke, uye nyadzi dzekushama kwako dzirege kuratidzika; uye uzore meso ako nechizoro chameso, kuti uone.
18 Ayu biyau’umaim gold kwatutubun isan a tur aowen not ait, gold wairafamaim hi’afun hirurububunai inu’in kwatatutubun kwa boro totobuyoy wairaf kwatamatar. Naatu faifuw kwes kwata’us, saise a biya’ohow ana segar kwatasum. Naatu fiyow kwatatubun mata kwatasouw, saise mata takubunai kwatanuw gewas.
19 Vese vandinoda ini, ndinotsiura nekuranga. Naizvozvo shingaira utendeuke.
19 “Sabuw iyab ayu abiyabuwih i akwararih ayayamutufurih, imih akokok gewasinamaim dogor baikitabir kwanab.
20 Tarira, ndimire pamukova ndichigogodza; kana umwe achinzwa inzwi rangu, akazarura mukova, ndichapinda kwaari, uye ndicharaira naye, naiye neni.
20 Ayu i iti, a etawan awan abat arurukikitar, orot babin yait fanau nanowar ana etawan nabobotawiy na’at, ayu boro anarun airi anafarambonen anaa anatom. Jesus a etawan erurukikir|alt="Jesus knocking on door" src="cn02107B.tif" size="col" loc="Rev 3.20" copy="©1978 David C. Cook Publishing Co." ref="3.20"
21 Anokunda, ndichamupa kugara neni pachigaro changu cheushe, sezvo neni ndakakunda ndikagara pamwe naBaba vangu pachigaro chavo cheushe.
21 “Orot yait baiyow nabisnowah, ayu boro baibasit anitin au urama’ama’amaim namare, ayu baiyow aisnowah Tamai ana urama’ama’amaim amare airi ama’am na’atube.
22 Ane nzeve ngaanzwe zinoreva Mweya kumakereke.
22 O yait tain nama’am na’at, iti tur Anun Kakafiyin ekaleisia isah eo inanowar!”

Ler em outra tradução

Comparar com outra

Estude este capítulo no WhatsApp

Peça à IA da Bíblia Fala para explicar Apocalipse 3, comparar traduções ou montar um estudo — tudo direto pelo WhatsApp.