Apocalipse 1
Shona Bible (SHONA) vs AAI
1 Chakazarurwa chaJesu Kristu, Mwari chaakapa kwaari, kuti aratidze kuvaranda vake zvinhu zvinofanira kukurumidza kuitika, zvino azvituma nemutumwa wake wakaratidza muranda wake Johwani,
1 Iti sawar abisa boro’omo hinamamatar isan God Jesu Keriso i’obaiy, saise Jesu ta’orereb ana’akir wairafin John taso’ob. Imih Keriso tounamatar iyafar tur bai na John biyan tit ana tur eowen.
2 iye wakapupura shoko raMwari uye uchapupu hwaJesu Kristu, nezvese zvaakaona.
2 Naatu John sawar etei i’itah i eorereb bukamaim kirum. Nati sawar i God ana tur naatu tur anababatun Jesu Keriso ana orereb tur.
3 Wakaropafadzwa anoverenga, nevanonzwa mashoko echiporofita ichi vachichengeta zvakanyorwa machiri; nokuti nguva yava pedo.
3 Orot yait iti tur ebiyab boro baigegewasin nab, naatu yait dinabamon ana tur nowar naatu abisa hikikirum bai ebi’ufunun boro baigegewasin nab, anayabin sawar matar isan ana veya i na kabom.
4 Johwani kumakereke manomwe ari muAsia: Nyasha kwamuri nerugare zvinobva kuna iye aripo uye wakange aripo neachazouya; nekuMweya minomwe iri pamberi pechigaro chake cheushe;
4 Kwa ekaleisia a kou’ay etei seven Asia wanawanan kwama’am, ayu John kwa a fef akikirum, ayoyoban God wanatowanin, marasika ma’am, boun ema’ama, naatu boro nama’am, manaw kabeber tufuw nit. Na’atube wagabur gewasih etei seven ana urama’ama nanamaim tebatabat auman hinigegewasini.
5 nekuna Jesu Kristu, chapupu chakatendeka, dangwe kubva kune vakafa, nemutungamiriri wemadzimambo enyika. Kuna iye wakatida, akatisuka kubva pazvivi zvedu muropa rake;
5 Naatu Jesu Keriso kourerebayan gewasin, morobone misir maiye ana etawan botawiyinayan, tafaram hai bonawiyenayan etei hai aiwob ukwarin auman nigegewasini.
6 akatiitawo madzimambo nevapristi kuna Mwari naBaba vake; kwaari ngakuve kubwinya nesimba kusvikira rinhi narinhi. Ameni.
6 aiwob na’atube tamatar tabi’aiwob naatu botaitit firis tamatar i ana God naatu Tamah isan tabowabow. Isan imih marakaw, fair, bora’ara’aten etei Jesu Keriso tanitin wanatowan, wanatowan. Amen.
7 Tarira, anouya pamwe nemakore, uye ziso rese richamuona, neavo vakamubaya; nemarudzi ese enyika achachema nekuda kwake. Hongu. Ameni.
7 Kwanuw! Sakuk tafanamaim enan kwa’itin!
8 Ini ndini Arifa naOmega, Kutanga neKupedzisira, anoreva Ishe, aripo, newakange aripo, neachazouya, Wemasimbaose.
8 “Ayu i An naatu Yomanin,” Regah God Fairin eo, “Ayu i marasika, boun, naatu mar boro nanan ana God.”
9 Ini Johwani, ndiri hama yenyuwo, uye mufambidzani pakutambudzika nemuushe nekutsungirira kwaJesu Kristu, ndakange ndiri pachiwi chinonzi Patimosi, nekuda kweshoko raMwari uye nekuda kweuchapupu hwaJesu Kristu.
9 Kwa iyab ana aiwobomaim kwarur, ayu tuwat John bairit taituwbonen yatenubamaim biyat ebababan naatu bairi tafafaram. Ayu Patmos nuwamaim hiyara’iyu ama’am. Anayabin God ana tur naatu turobe ana kirikirifot Jesu kwib ao’orereb isan.
10 Ndakange ndiri muMweya nezuva raIshe, zvino ndakanzwa shure kwangu inzwi guru, serehwamanda,
10 Regah ana Veya’amaim, ayu wagabur gewasin targabuwu tainu tayowan naatu ufu’une nidun ta tour na’atube hibababin anowar eo.
11 richiti: Ndini Arifa naOmega, Wekutanga neWekupedzisira; uye kuti: Zvaunoona, nyora mubhuku, uye tumira kumakereke manomwe ari muAsia, kuEfeso, nekuSimirina, nekuPerigamo, nekuTiatira, nekuSaridhisi, nekuFiradhefia, nekuRaodhikia.
11 “Abisa kui’itah i buk firorowamaim inakirum naatu iniyafar nan ekaleisia hai kou’ay Asia wanawanan etei seven isah, wabih iti: Ephesus, Simena, Pergamum, Taiyatira, Sardis, Piladelfia naatu Laodicea.”
12 Zvino ndikatendeuka kuona inzwi rakataura neni. Ndatendeukawo ndakaona zvigadziko zvemwenje zvegoridhe zvinomwe,
12 Ayu orot fanan anonowar ana yumat itinamih atatabir, baise atatatabir ana veya ramef hai batabat etei seven gold amaim hitar hirouwen hibatabat aitah.
13 nepakati pezvigadziko zvemwenje zvinomwe, mumwe wakaita seMwanakomana wemunhu, akapfeka nguvo yakasvikira kutsoka, uye akazvisunga kupoteredza chifuva nebhanhire regoridhe.
13 Ramef hai batabat wanawanahimaim orot ta ana itinin i orot natun na’atube faifuw manin ius re aneika tit, dogoronamaim gold gerogeror auman.
14 Nemusoro wake nemavhudzi zvakachena semakushe emakwai machena, semagada echando; uye meso ake semurazvo wemoto;
14 Aribun bikwes ana itinin i sakusakuk na’atube naatu aribun ana kwes i kobekob na’atube, matan ana itinin i wairaf ebitakir na’atube.
15 uye tsoka dzake dzakafanana nendarira yakakwenenzverwa, sedzinenge dzakapiswa muvira remoto; neinzwi rake seinzwi remvura zhinji.
15 An ana itinin i bronze wairafamaim te’afun biyan tesafam ekukusisiaribe, naatu fanan ana nowarin i harew siku ere eniniduw na’atube.
16 Uye wakange ane muruoko rwake rwerudyi nyeredzi nomwe; zvino mumuromo make makabuda munondo unopinza unocheka mativi maviri; uye chiso chake chaiva sezuva rinopenya musimba raro.
16 Uman ana asukwafune daman etei seven bow, naatu baibiyow kaiy wan rororon so’arin awanane tit, yumatan ana itinin i rarasib anababatun, veya anafora’abin auyit erararan na’atube.
17 Zvino pandakamuona, ndakawira patsoka dzake sewakafa; ndokuisa ruoko rwake rwerudyi pamusoro pangu, achiti kwandiri: Usatya; ndini wekutanga newekupedzisira;
17 Ayu ana yumat ai’itin ana veya anamaim ai mamayay are ain. Baise uman asukwafune eofere butubunu eo, “Men inabir, ayu i Busurufinayan naatu Baisawarinayan.
18 uye mupenyu; ndakange ndakafawo, zvino tarira, ndiri mupenyu kusvikira rinhi narinhi. Ameni. Uye ndine kiyi dzegehena nedzerufu.
18 Ayu i ma’ama wanatowanin, Ayu amorob baise boun ina’itu, yawasu ama’am wanatowan, wanatowan. Naatu morob ana tufatan na’atube Murumurubih Hai Efan ana tufatan auman abobotan.
19 Nyora zvawaona, nezvinhu zviripo, nezvinhu zvichazovapo shure kweizvi.
19 Isan imih abisa i’itah, boun kui’itah naatu abisa boro hinamamatar ina’i’itah etei bukamaim inakirum.
20 Chakavanzika chenyeredzi nomwe dzawaona paruoko rwangu rwerudyi, nezvigadziko zvemwenje zvinomwe zvegoridhe. Nyeredzi nomwe ndivo vatumwa vekereke nomwe; nezvigadziko zvemwenje zvinomwe zvawaona ndidzo kereke nomwe.
20 Daman seven umau asukwafune i’itah naatu ramef hai batabat etei seven gold amaim hitar hibatabat i’itah hai kirikirifot i iti. Daman seven i ekaleisia ana kou’ay etei seven hai tounamatar, naatu ramef hai batabat seven i ekaleisia ana kou’ay etei seven.”
Atalhos do teclado
- Capítulo anterior←
- Próximo capítulo→
- Versículo anteriork
- Próximo versículoj
- Limpar seleçãoEsc
- Esta ajuda?
Estude este capítulo no WhatsApp
Peça à IA da Bíblia Fala para explicar Apocalipse 1, comparar traduções ou montar um estudo — tudo direto pelo WhatsApp.