Apocalipse 19
Shona Bible (SHONA) vs AAI
1 Zvino shure kweizvi ndakanzwa inzwi guru rechaunga chikuru kudenga, richiti: Hareruya! Ruponeso nekubwinya nerukudzo nesimba kuna Ishe Mwari wedu;
1 Iti ufunamaim ayu uruw gagamin maiyow anowar, sabuw rou’ay gagamin na’in fanah sib hiwow hio,
2 nokuti mitongo yake ndeyechokwadi uye yakarurama; nokuti wakatonga mhombwe huru yakaodza nyika neupombwe hwayo, uye wakatsiva ropa revaranda vake paruoko rwayo.
2 Anayabin i ana baibatiyen i turobe naatu mutufor.
3 Zvino vakati rwechipiri: Hareruya! Neutsi hwaro hunokwira kusvikira rinhi narinhi.
3 Sabuw iban hiwow maiye hio, “Orokaiwa! Iti babin na’a’arah ana sow boro nayen wanatowan, wanatowan.”
4 Zvino vakuru makumi maviri nevana nezvisikwa zvipenyu zvina vakawa vakanamata Mwari wakange agere pachigaro cheushe, vachiti: Ameni, Hareruya!
4 Regaregah ai’in etei 24 naatu sawar yawasih ma’anih etei yumatah aubabe hire God ana urama’ama tafanamaim ma’am hikwafir fanah sib hio, “Turobe! Orokaiwa!”
5 Inzwi ndokubuda pachigaro cheushe, richiti: Rumbidzai Mwari wedu, imwi mese varanda vake, nevanomutya, zvese vadiki nevakuru.
5 Imaibo urama’amamaim fanan hinowar eo,
6 Zvino ndakanzwa senzwi rechaunga chikuru, uye senzwi remvura zhinji, uye senzwi rekutinhira kune simba richiti: Hareruya! Nokuti anotonga Ishe Mwari Wemasimbaose.
6 Naatu ayu sabuw rou’ay gagamin hai uruw, siku ere gurugur ebiwa’a na’atube, naatu farafarar erab kereker ebiwa’an na’atube anowar hio,
7 Ngatifare, tipembere, nekupa rukudzo kwaari; nokuti muchato weGwayana wasvika, uye mukadzi waro wazvigadzirira.
7 It etei’imak taniyasisir naatu tanakawasa,
8 Kwaari kwakapiwa kuti amonere mucheka wakaisvonaka wakachena uye unopenya; nokuti mucheka wakaisvonaka ndiwo kururama kwevatsvene.
8 Faifuw boubun gewasin biyan kousisi’arin anababatun hitin usin isan.”
9 Zvino wakati kwandiri: Nyora, uti: Vakaropafadzwa vakakokwa kuchirairo chemuchato weGwayana. Ndokuti kwandiri: Awa mashoko echokwadi aMwari.
9 Imaibo tounamatar iuwu, “Abisa ku’i’itah inakirum, sabuw iyab Lamb ana tabin isan hifefeyanih hina tabin ana hiyuwmaim tirur boro baigegewasin hinab.” Naatu iuwu maiye, “Iti tur i turobe God ana tur.”
10 Zvino ndakawira pamberi petsoka dzake kuti ndimunamate; ndokuti kwandiri: Rega kudaro; ndiri muranda pamwe newe nehama dzako dzine uchapupu hwaJesu; namata Mwari, nokuti ndihwo uchapupu hwaJesu mweya wechiporofita.
10 Iti turamaim ayu anamaim ara’iy akwafir, baise iuwu eo, “Men iti na’atube inasinaf. O ayu airit i God ana akir wairafit, taituwa baitumatumayah afa bairi, it etei i Jesu isan tao’orereb. God akisin inakwafir, anayabin sabuw iyab Jesu isan teorereb i Anun Kakafiyin ana fairamaim teo’orereb.”
11 Zvino ndakaona denga rakazarurwa, zvino tarira, bhiza jena, newakange agere pamusoro paro anonzi Wakatendeka neWechokwadi, uye pakururama anotonga nekurwa.
11 Imaibo ayu mar ana etawan botawiy aitin, naatu nau’umaim horse biyan kwes ana boyeyan wabin Bosunub naatu Turobe batabat aitin. Iti orot i sabuw hai ma gewas isan ibatiyih naatu ibiyow.
12 Zvino meso ake akaita semurazvo wemoto; nepamusoro wake pane korona zhinji, ane zita rakanyorwa risina munhu wakariziva kunze kwake.
12 Matan i wairaf woun etoto’ab na’atube, ukwarinamaim i kowas moumurih, wabin biyanamaim hikikirum anayabin men yait ta so’ob, baise i akisinamo so’ob.
13 Zvino wakamonera nguvo yakanyikwa muropa; uye zita rake rinonzi shoko raMwari.
13 Ana faifuw rara’amaim hibibour i bai ius, wabin i God ana Tur.
14 Uye hondo dzaiva kudenga dzakamutevera dzakatasva mabhizha machena, dzakapfeka mucheka wakaisvonaka muchena wakashambidzika.
14 Mar ana baiyowayah hi’ufunun faifuw kwes gewasih hi’osen horse biyah kwes afe’eh hiyen hin.
15 Zvino mumuromo make makabuda munondo unopinza, kuti nawo arove marudzi; uye iye achaatonga netsvimbo yedare; uye iye anotsika chisviniro chewaini chehasha uye chekutsamwa kwaMwari Wemasimbaose.
15 Awanamaim tafaram afu’afuw ana kaiy wan so’arin tit. Naatu boro ana iron tu’emaim nabonawiyih. God fairin ana yaso’ar gagamin boro wine bunubunuw ana efanamaim nawas kweyakweyar natit.
16 Uye panguvo nepachidzva chake pakange pakanyorwa zita rinoti: MAMBO WEMADZIMAMBO NAISHE WEMADZISHE.
16 Ana faifuwamaim naatu taiyanamaim wabin iti hikirum.
17 Zvino ndakaona mutumwa umwe amire muzuva; akadanidzira nenzwi guru, achiti kushiri dzese dzinobhururuka pakati pedenga: Uyai muungane pamwe pachirairo chaMwari mukuru,
17 Imaibo tounamatar veya afe’en batabat aitin, naatu mamu yate hi’in hiroberob isah fanan aumetawat na’in eaf eo, “Kwa etei kwaru’ay God ana hiyuw gagamin isan.
18 kuti mudye nyama yemadzimambo, nenyama yevakuru vezvuru zvemazana, nenyama yevanhu vane simba, nenyama yemabhiza neyevatasvi vawo, nenyama yezvese, zvese yevakasununguka neyevakasungwa, zvese yevadiki neyevakuru.
18 Kwana saise aiwob sabuw, baiyowayah hai ukwarih, orot fairih, horse, naatu horse hai boyeyah, bai’akirayah, naatu men bai’akirayah, sabuw gagamih naatu sabuw gidigidih etei biyah finimih kwa’aa.”
19 Zvino ndakaona chikara, nemadzimambo enyika nehondo dzavo vakaungana pamwe kuti vaite hondo newakange akatasva bhiza, uye nehondo yake.
19 Imaibo ayu sawaidab naatu tafaram ana aiwob etei hai baiyowayah bairi hiru’ay orot ana horse afe’en ma’am ana baiyowayan bairi baiyow isan hinan aitih.
20 Zvino chikara chakabatwa, uye pamwe nacho muporofita wenhema wakaita zviratidzo pamberi pacho, zvaakanyengera nazvo vaya vakagamuchira mucherechedzo wechikara, nevakanamata mufananidzo wacho. Ava vese vakakandirwa vari vapenyu mudziva remoto unotsva nesarufa.
20 Baise sawaidab hibai hifatum naatu ana dinab orot baifuwenayan i wabinamaim ina’inan sisinaf auman hibai hifatum. Iti ina’inanamaim sabuw iyab sawaidab ana ewow hibai hima’am naatu sawaidab ana yumatabe ifufuwih hikwakwafir isan hairi’ika hifatum yawasih wairaf wanatowan etoto’ab ana kukuf yan hisrouwih hire eatuturih.
21 Uye vakasara vakaurawa nemunondo wewakange akatasva bhizha, wakabuda mumuromo make; neshiri dzese dzikagutiswa nenyama yavo.
21 Baise hai sabuw ura’u’unin etei i orot nati horse tafaram ma’am, awanamaim kaiy titit, imaim yow tar himorob, naatu mamu etei hirob hire biyah finimih hi’aa.
Atalhos do teclado
- Capítulo anterior←
- Próximo capítulo→
- Versículo anteriork
- Próximo versículoj
- Limpar seleçãoEsc
- Esta ajuda?
Estude este capítulo no WhatsApp
Peça à IA da Bíblia Fala para explicar Apocalipse 19, comparar traduções ou montar um estudo — tudo direto pelo WhatsApp.