Apocalipse 16

Shona Bible (SHONA) vs AAI

Sair da comparação
AAI TUR GEWASIN O BAIBASIT BOUBUN
1 Zvino ndakanzwa inzwi guru kubva mutembere richiti kuvatumwa vanomwe: Endai, munodurura ndiro dzehasha dzaMwari panyika.
1 Imaibo ayu Tafaror Barene fanan gagamin ta tounamatar nah etei seven isah eo anowar. “Kwan God ana yaso’ar tew seven wanawanah tema’am tafaram tafanamaim kwaisuwa’en tera’iy”.
2 Zvino wekutanga wakaenda, akadurura ndiro yake panyika; ndokuuya ronda rakaipa rinorwadza pavanhu vakange vane mucherechedzo wechikara, nevakanamata mufananidzo wacho.
2 Tounamatar wan batabat tit ana tew isuwai me yan ra’iy. Feher yumatah kakafih naatu babanih kakafih anababatun, sabuw iyabowat sawaidab ana ewow hibai hima’am naatu sawaidab ana yumatabe hikwakwafir biyahimaim matar.
3 Zvino mutumwa wechipiri akadurura ndiro yake mugungwa; ndokuva ropa serewakafa; uye mweya mupenyu wega-wega ukafa mugungwa.
3 Imaibo tounamatar bairou’abin ana tew e’abar suwai riy yan ra’iy, matan botabir orot babin murubin ana rara’abe matar, naatu riy wanawanan siy yawayawasih etei himumurub.
4 Zvino mutumwa wechitatu akadurura ndiro yake munzizi nemuzvitubu zvemvura; ndokuva ropa.
4 Ibanak maiye tounamatar baitounin ana tew harew gagamih yahimaim isuwai ra’iy naatu harew sosoh yahimaim auman isuwai ra’iy, harew etei matah botabir rara himatar.
5 Zvino ndakanzwa mutumwa wemvura achiti: Makarurama, Ishe, aripo, newakange aripo, neachazovapo, nokuti makatonga izvi.
5 Naatu tounamatar harew ana ukwarin eo anowar,
6 Nokuti vakadurura ropa revatsvene nevaporofita, uye ropa makavapa kuti vanwe; nokuti vakafanira.
6 Anayabin a sabuw kakafiyih naatu a dinab oro’orot rara hitih,
7 Zvino ndakanzwa umwe kubva muaritari achiti: Hongu, Ishe Mwari Wemasimbaose, kutonga kwenyu ndekwechokwadi uye kwakarurama.
7 Imaibo ayu fanan ta sibor ana gemane titit anowar,
8 Zvino mutumwa wechina akadurura ndiro yake pamusoro pezuva; kukapiwa kwariri kupisa vanhu nemoto.
8 Naatu tounamatar baikwafe’enin ana tew bai veya matanamaim isuwai re, sabuw a’arahih isan ana fair bai ana fora’abin ra’at.
9 Vanhu ndokupiswa nekupisa kukuru, ndokunyomba zita raMwari ane simba pamusoro pematambudziko awa, vakasatendeukawo kuti vamupe rukudzo.
9 Veya wabuburin eafun tututurih biyah hikakoumih, naatu God iti feher kakafih ana fair bai ma sisinaf isan tur kakafih hio wabin hi’a’afiy. Naatu men hikokok boro dogor baikitabir hitab, God ana gagamin isan hitabora’ara’ah.
10 Zvino mutumwa wechishanu wakadurura ndiro yake pamusoro pechigaro cheushe chechikara; ushe hwacho ndokuva rima, ndokutsenga marimi avo nekurwadzwa.
10 Tounamatar bai five ana tew eabar suwai sawaidab ana urama’ama tafan ra’iy. Gugumin kakafin sawaidab ana aiwob etei tarsumih naatu sabuw menah hiboyobayob anayabin biyababan gagamin maiyow hibai.
11 Zvino vakanyomba Mwari wekudenga nekuda kwemarwadzo avo uye nekuda kwemaronda avo; asi havana kutendeuka pamabasa avo.
11 Tur kakafih mar ana God isan hio, anayabin biyah hai babanih naatu feher hai babanih i hira’at kwanekwan. Baise sinaf kakafih i men hihamiyen.
12 Zvino mutumwa wechitanhatu akadurura ndiro yake pamusoro perwizi rukuru Yufuratesi; mvura yarwo ndokupwa, kuti nzira yemadzimambo anobva kumabvazuva igadzirwe.
12 Iban maiye tounamatar bai six ana tew eabar suwai Euphrates harew gagamin yan ra’iy, harew eosasa ef imatar aiwob veya yeninane isah.
13 Zvino ndakaona kubva mumuromo wezibukanana, nekubva mumuromo wechikara, nekubva mumuromo wemuporofita wenhema, mweya yetsvina mitatu sematafi;
13 Imaibo afiy katokato’iy tounu takwey hai itininabe, farubarubar awanane, sawaidab awanane naatu dinab baifufuwenayan awahine hititit aitan.
14 nokuti ndiyo mweya yemadhimoni inoita zviratidzo, inobudira pamadzimambo epasi neenyika yese, kuvaunganidzira kuhondo yezuva iro guru raMwari Wemasimbaose.
14 Iti i demon ana afiy ina’inan sinafuyah, iti afiy tounu i titit ten tafaram tutufin wanawanan aiwob etei tiru’ayuwih God fairin maiyow ana veya gagaminamaim baiyow isan.
15 Tarira, ndinouya sembavha. Wakaropafadzwa anorinda, nekuchengeta nguvo dzake, kuti arege kufamba akashama, vaone nyadzi dzake.
15 “Kwananowar ayu i bainowanabe anan. Orot yait matan to iwa’an ana waifuw ius ema’am i boro niyasisir, naatu boro men segar sabuw nahimaim erebiya’ohow nabat naremoramih.”
16 Zvino wakavaunganidzira kunzvimbo inonzi nechiHebheru Arimagedhoni.
16 Imaibo wagabur kakafih aiwob etei hiru’ayuwih hina efan wabin Armageddon, Hebrew turamaim hibiwab Armageddon imaim hitit.
17 Zvino mutumwa wechinomwe akadurura ndiro yake mudenga; kukabuda inzwi guru kubva mutembere yekudenga, kubva pachigaro cheushe, richiti: Zvaitika!
17 Imaibo tounamatar bai seven ana tew waruw wanawananamaim isuwai ra’iy, fanan gagamin Tafaror Bar wanawanan urama’ama’ane tit eo, “Iti i i’asa’ub sawar.”
18 Zvino kwakava nemanzwi nemitinhiro nemheni, ndokuva nekudengenyeka kwenyika kukuru, kwakadaro kusina kumbovapo kubva pakuvapo kwevanhu panyika, kudengenyeka kwenyika kune simba rakadai, kwakakura zvakadai.
18 Nati’imaim namanamar bokiyakiyat, farafarar kakafin rab bitenkwarikwarir naatu iriyoy i men matar orot babin hi’itin na’atube mataramih, iriyoy iti i kakafin anababatun.
19 Zvino guta guru rakava zvikamu zvitatu, maguta emarudzi ndokuwa; Bhabhironi guru ndokurangarirwa pamberi paMwari, kuti aripe mukombe wewaini yekutsamwa kwehasha dzake.
19 Bar merar gagamin i tarasib tounu himatar, naatu bar merar etei tafaram wanawananamaim hima’am etei gurusih. God Babilon gagamin isan not, naatu ana kerowasamaim wine Babilon itin tom, iti wine i God ana yaso’ar.
20 Zvino chiwi chega-chega chikatiza, nemakomo akasawanikwa.
20 Nuw etei’imak hikasiy naatu oyaw etei na’am hin sawar.
21 Zvino chimvuramabwe chikuru chinorema setarenda* chikawira pamusoro pevanhu kubva kudenga; vanhu vakanyomba Mwari nekuda kwedambudziko rechimvuramambwe, nokuti dambudziko racho raiva guru kwazvo.
21 Taun kabay gagamih hai bit anafofonin 50 kilos na’atube, marane tounabe ihururuw orot babin tafahimaim hira’iy, naatu sabuw God hio bayubayuw, anayabin kabay gagamih tounabe yar re, iti gurugurusen i kakafin anababatun.

Ler em outra tradução

Comparar com outra

Estude este capítulo no WhatsApp

Peça à IA da Bíblia Fala para explicar Apocalipse 16, comparar traduções ou montar um estudo — tudo direto pelo WhatsApp.