Apocalipse 10
Shona Bible (SHONA) vs AAI
1 Zvino ndakaona umwe mutumwa ane simba achiburuka kubva kudenga, akapfekedzwa gore; nemurarabungu uri mumusoro make, uye chiso chake chakaita sezuva, netsoka dzake sembiru dzemoto;
1 Imaibo ayu tounamatar ta fairin marane tit sakuk wanawanan earmetan auman re nan aitin. Ukwarinamaim ana kaniy rouw naatu an ana itinin wairaf na’atube matan yafuyafun auman, ana yumat i veya na’atube rarasib.
2 uye wakange ane bhuku diki rakazaruka muruoko rwake; ndokuisa rutsoka rwake rwerudyi pamusoro pegungwa, nerweruboshwe pamusoro penyika;
2 Umanamaim fef firorow kikimin rusasar auman rena, an ana’asukwafune riy yan bat naatu an ana beyawane me yan bat,
3 zvino akadanidzira nenzwi guru seshumba inodzvova; wakatiwo adanidzira, kutinhira kunomwe kukareva manzwi ako.
3 fanan aumetawat na’in e’afa’af ananowarin i lion egagaran na’atube, eafa’af ufunamaim, gunum etei seven gugugug hiwa’an hiya’afut.
4 Zvino kutinhira kunomwe kwakati kwareva manzwi ako, ndakange ndododa kunyora; ndokunzwa inzwi kubva kudenga richiti kwandiri: Zarira nemucherechedzo kutinhira kunomwe zvakwareva, uye usanyora zvinhu izvi.
4 Naatu hibiya’afut ana veya ayu ata kirumamih abubusuruf, baise marane fanan ta eo, “Abisa gunum seven hio inonowar ana wa’iwa’irin o akisimo inabotan men bukamaim inakirum!”
5 Zvino mutumwa wandakaona amire pamusoro pegungwa nepamusoro penyika wakasimudzira ruoko rwake kudenga,
5 Imaibo tounamatar riy yan naatu me yan bat ai’itin uman ana asukwafune au mar bora’ah.
6 ndokupika naiye anorarama kusvikira rinhi narinhi, wakasika denga nezviri mariri, nenyika nezviri mairi, negungwa nezviri mariri, kuti nguva haichazovipo.
6 Naatu orot nati wanatowan, wanatowan ema’am isan mar tafaram riy sawar etei sinafen wanawanan tema’am, Regah God wabinamaim eo baifaro eo, “Veya boro men ta au’uf tananawiyimih!
7 Asi pamazuva enzwi remutumwa wechinomwe, kana woda kuridza, ipapo chakavanzika chaMwari chapedziswa, sezvaakaparidzira varanda vake vaporofita.
7 Baise tounamatar bai seven ana tour nabababin ana veya God ana kirikirifot abisa kurerereb ana dinab orot nonowar na’atube boro natit yomanin na’asa’ub.”
8 Zvino inzwi randakanzwa kubva kudenga, rakataura kwandirizve, ndokuti: Enda, tora bhuku diki rakazaruka riri muruoko rwemutumwa amire pamusoro pegungwa nepamusoro penyika.
8 Imaibo fanan maramaim anonowar iban iuwu maiye eo, “Kwen buk nati tounamatar riy yan naatu me yan ebatabat umanamaim rusasar inu’in kubai.”
9 Zvino ndakaenda kumutumwa, ndichiti kwaari: Ndipe bhuku diki. Zvino akati kwandiri: Tora ugoridya uripedze; zvino richavavisa dumbu rako, asi mumuromo mako richatapira seuchi.
9 Imih ayu ana tounamatar ai fefeyan buk kikimin baitu isan ao, iuwu eo, “Kubai naatu ku’aan, kamokam boro nitenkuyakuy baise awamaim ina’ani’an ana mumunin boro tafu’ube.”
10 Zvino ndakatora bhuku diki kubva muruoko rwemutumwa, ndokuridya rikapera; ndokuva mumuromo mangu seuchi, kutapira; asi ndaridya, dumbu rangu rakavava.
10 Tounamatar umanamaim buk firorow abai naatu aan, ani’aan ana mumunin i tafu’ube baise ani’aan ufunamaim kamoukamou itenkuyakuy.
11 Zvino akati kwandiri: Iwe unofanira kuporofitazve pamberi pevanhu nendudzi nendimi nemadzimambo mazhinji.
11 Imaibo hi’uwu, “God ana tur sabuw moumurih, tafaram ta ta, tur ta ta, naatu aiwob ta ta isah ina’orereb maiye.”
Atalhos do teclado
- Capítulo anterior←
- Próximo capítulo→
- Versículo anteriork
- Próximo versículoj
- Limpar seleçãoEsc
- Esta ajuda?
Estude este capítulo no WhatsApp
Peça à IA da Bíblia Fala para explicar Apocalipse 10, comparar traduções ou montar um estudo — tudo direto pelo WhatsApp.