Salmos 148

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 (SNA)

1 Rumbidzai Jehovha.

2 Murumbidzei, imi vatumwa vake vose,

3 Murumbidzei, imi zuva nomwedzi,

4 Murumbidzei, imi matenga ari kumusoro-soro,

5 Ngazvirumbidze zita raJehovha,

6 Akazviisa panzvimbo yazvo nokusingaperi-peri,

7 Rumbidzai Jehovha imi nyika,

8 nemi mheni nechimvuramabwe, chando namakore,

9 imi makomo nemi zvikomo zvose,

10 mhuka dzesango nemombe dzose,

11 Madzimambo enyika nendudzi dzose,

12 majaya nemhandara,

13 Ngavarumbidze zita raJehovha,

14 Akasimudzira vanhu vake runyanga,

Ler em outra tradução

Comparar lado a lado

Estude este capítulo no WhatsApp

Peça à IA da Bíblia Fala para explicar Salmos 148, comparar traduções ou montar um estudo — tudo direto pelo WhatsApp.